Mangwana Lyrics
Mangwana Lyrics by VOLTZ JT
Pamwe unomuka everyday uchizvitongesa
Pamwe unofeeler kunge judas kutengesa
Inotambika dai kwakuregedza
Dai kuzvidya mupfungwa kwakuregedza
Dai wawana zvaunotsvaga muhupenyu
Ndichawana zvandotsvaga mu life
Don’t ever think kuti isusu tiri ma enemies
You see ma enemies andiwandira mu life
Ndosaka ndati
Haisi pressure haisi sterek, unoona iwewe
Usanetsekane sterek, unoona iwewe
Usandityire zvako sterek
Ukandiona usaite kunge
Une chikwereti
Pfungwa nemweya zviri panzvimbo one
Zviri kubvumirana
I’ve made peace nezvakatiwana
Zvanezuro ndazvikanda pasi
Ndakurarama nhasi
Ndakuraramira zvamangwana
Usafunge ndokublamer for whatever happened
I believe whatever happens is supposed to happen
And the people that you love
You were supposed to love them
Same as the people that you break
You were supposed to break them
Usafunge ndirkuchema everyday
Maya wangu I’m healing everyay
There is more to live than kusimba nechigumbu
Hasha dzinosvika pakuzvimba kuita nhumbu
Ndosaka ndati haisi pressure haisi sterek
Unoona iwewe usanetsekane sterek
Unoona iwewe usandityire zvako sterek
Ukandiona usaite kunge une chikwereti
Pfungwa nemweya zviri panzvimbo one
Zvirikubvumirana
I’ve made peace nezvakatiwana
Zvanezuro ndazvikanda pasi
Ndakurarama nhasi
Ndakuraramira zvamangwana
Haisi pressure haisi sterek, unoona iwewe
Usanetsekane sterek, unoona iwewe
Usandityire zvako sterek
Ukandiona usaite kunge
Une chikwereti
Haisi pressure haisi sterek, unoona iwewe
Usandityire zvako sterek
Haisi pressure haisi sterek, unoona iwewe
Usandityire zvako sterek
Watch Video
About Mangwana
More VOLTZ JT Lyrics
Comments ( 0 )
No Comment yet
You May also Like
Get Afrika Lyrics Mobile App
About AfrikaLyrics
Follow Afrika Lyrics
© 2024, We Tell Africa Group Sarl