VOLTZ JT The Life Of Muvhimi (Intro) cover image

The Life Of Muvhimi (Intro) Lyrics

The Life Of Muvhimi (Intro) Lyrics by VOLTZ JT


One day uchanovhima then wodzoka usina chinhu
Life yakazara ma lose akawanda
Kupfura ma win, kupfura ma win
Life yakazara chifingu, life yacho inongotanga
Than yopera tichitsvaga madzinhi
Takanovhima tichidzoka tisina chinhu  
One day after hobho mazilose tichaita win
One day they will respect us chero vasina hunhu
Coz mageez anorespecter une madzinhi
Tichipusha matees kusvika painful yazara mustreet
If not that I’m booked and busy
Don’t ever think kuti voltz is free
Don’t ever think I’m soft and easy
If it looks like that hazvizi
Ukaona ndabeeper wapinda busy
Ukaona nda… wapinda

One day is only one day
Imagine washanda week rese mari yopera paFriday
So andichabaye kuClub but tisu trkurira kuClub
Until zvakuvanetsa kuti varambe tine ma I
Plus isusu tine maplan
Life yeMuchimu uchiona kure, hanzi it’s bad
Vachiona zvinhu zvichidhakwa
One by one bad to worse
Vachidada havo right in your face
As is blood redu tese harisi red
One day zvichanooma mberi then wodzoka mashure
One day uchanohima wodzoka usina chinhu
Then vochikusiya vaye vaye vaingoda zvinhu
Hanzi hausisina basa
Hanzi hausisina chinhu

One day uchanovhima then wodzoka usina chinhu
Life yakazara ma lose akawanda
Kupfura ma win, kupfura ma win
Life yakazara chifingu, life yacho inongotanga
Than yopera tichitsvaga madzinhi
Takanovhima tichidzoka tisina chinhu  
One day after hobho mazilose tichaita win
One day they will respect us chero vasina hunhu
Coz mageez anorespecter une madzinhi
One day zvichanooma mberi then wodzoka mashure
One day uchanohima odzoka usina chinhu
Then vochikusiya vaye vaye vaingoda zvinhu
Hanzi hausisina basa
Hanzi hausisina chinhu

Watch Video


About The Life Of Muvhimi (Intro)

Album : Life of Muvhimi (Album)
Release Year : 2022
Added By : Farida
Published : Oct 04 , 2022

More VOLTZ JT Lyrics

VOLTZ JT
VOLTZ JT

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2023, We Tell Africa Group Sarl