Uri Wangu Lyrics by VOLTZ JT


Focusing on people that be focusing on you
Ndiyo plana, if you choose me imam choose you
JT ane ma 1 JT ane ma plan

Ukadaira call yangu ndiri pa tight uri wangu
Ukandikweretese tumabucks uri wangu
Kana ukandi onesa sichaz yandinenge ndisina kuonera
Then automatically wa wangu
Daira call yangu ndiri pa tight uri wangu
Imbondikweretesa tumabucks sha uri wangu
Kana ukazotipa baby wangu kuty
Mpfanha anoswera achikufunga then tkanks uri wangu

Focusing on people that be focusing on you
Ndiyo plana, if you choose me imam choose you
Please use spotify kana youtube
Uri wangu I beg dzima Bluetooth
Cause what we need is basic finances for the day
Kufamba ne at least one bhuru for emergencies
Ku cover tumadamages
Ever seen a situation worsening
Just because iwewe uri broke hausi mbinga
It’s painful
Kuchemera mababy ukamapihwa uchamapei
Mukazofa mese nenzara zvinobetserei
Munenge muchifamba nei dzenge dzirinyaya dzei
Dzinotaurwa nevanhu vasina plan
Ngatipinzane mumamrounds e bay
Uri wangu, I wish to afford everything that I wish
So please usapote uchinditambidz tufish
Uchitadza kungodizidzisawo kuraura fish
Uri wangu imbondikweretesa tumabucks sha
Uri wangu kana ukandionesa sichaz yandinenge ndisina kuonera there
Automatically wawangu

Uri wangu uri wangu uri wangu uri wangu uri wangu
Iwe wedzerawo kana ndakumbirawo wangu
Uri wangu uri wangu uri wangu uri wangu
Iwe sahwirawo wangu chibaby wo change
Tasangana nditori mudendere
Wakadhakwa uchimwa dendairy
Tiri kutenderera tiri mujenjere
Rega ndikuudze kuty usandinyepere
Zvikanzi ndeipi yako urikuita chii
Ndikaty wangu ndirikumbotsvaga gauro kuty ndinwe tea
Avhunduka anzwa aah ndikapabantaquality
We tell em like bente kapali bente
Huchi kuchi ndiHuchi kuchi
Ndane journey mhani ende huchi
Handidi kukanganiswa kupinzwa mucourt
Em’no chance ane wake ndewake ane wake ndewake
Musiye amuti wake nekuti wanenge vasingamarke
Kana pakamarkwer vanotomakira kutika tika kuty
Vanhu vazazorasika

Watch Video

About Uri Wangu

Album : Life of Muvhimi (Album)
Release Year : 2022
Added By : Farida
Published : Oct 04 , 2022

More VOLTZ JT Lyrics

VOLTZ JT
VOLTZ JT

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2024, We Tell Africa Group Sarl