Jehova Lyrics

TAKURA Zimbabwe | Hip Hop,

Jehova Lyrics


Pindirai mwari wangu
Chenesai moyo wangu
Regererai muvengi wangu
All they do is talk on social media
If I die ndiri young
Chengetai mwana wangu
Wedzerai mari yangu
I just wanna make a couple billions

Close your month yti zii
Whit the gang gang idya easy
Keep your mouth on a leash
Or you might lose your whip and you bae
Fonera mike ndiki busy
I’m in London with my niece
Should I buy Louis V
Or I will just get Gucci
When I land home

Gucci fake, Gucci faaake
Gucci fake gang
Muriseei, Muriseei
Ndiri downtown, muriseei
Firitai mirom yengu
Handidyi sadza kumba kwenyu
Dzidzisai yana venyu
Ndovachadya kumba kwenyu
5:16 Va garatia
Musachiva zvamusina
Iwe tytan na olinda
Musasiyane mazvinzwa
Dzikisai mitongo yengu
Inzwai nyasha mumoyo menyu
Chenjerai hama dzengu
Dzine shanje nemi
Handitambe nhodo nemi
Tell your girlfriend hanzi mhoro neni
I’m your role mode homie
Mwari tumirai zvengu ma angels

Pindirai mwari wangu
Chenesai  moyo wangu
Regererai muvengi wangu
All they do is talk on social media
If I die ndiri young
Chengetai mwana wangu
Wedzerai mari yangu
I just wanna make a couple billons

Pindirai yeah
Chenesai yeah
Regererai yeahh
All they do..
If I die yeahhh
Chengetai yeahh
Wedzerai yeahhh
I just wanna

Iyoyi ndoisina
Ma Zimbabweans akadzidza iyi
Iton a study
Ita enda una studer

 

 

 

Leave a Comment