TAKURA Haarore cover image

Haarore Lyrics

Haarore Lyrics by TAKURA


Hanzi naAmai vako uyu haaroore
Hanzi uyu haaroore ahh
Kwaitombonzi naMai vako type iyi hairoore
Handzvadzi dzati go away ah
Hanzi naAmai vako
Hanzi paivapo yea
Hanzi uri hanzi uri zai ravo
Hanzi uri zai ravo yea yea
Busy telling friend yavo
Imagine telling friend yavo
Hmmm manje ndine benz yavo

Kana ndada ndinenge ndatoda
You know me
If i tell you you’re the one then you better know you are
You know this
Nobody can do me like you
Nobody’s gon do me like you
You’re driving me insane
Oou oh ah yea
Blaz vako vaiti handiroore
Your whole family thought taitamba chihwande hwande
Kutamba?
Lil bit of cash im’a pay rusambo
Hande
Ipai vanhu doro musasvode
Itai vanhu vazive mukwasha auyaa
Hanzi naAmai vako handiroore ini

Hanzi naAmai vako uyu haaroore
Hanzi uyu haaroore ahh
Kwaitombonzi naMai vako type iyi hairoore
Handzvadzi dzati go away ah
Hanzi naAmai vako
Hanzi paivapo yea
Hanzi uri hanzi uri zai ravo
Hanzi uri zai ravo yea yea
Busy telling friend yavo
Imagine telling friend yavo
Hmmm manje ndine benz yavo

Ahh ouuuu
Hanzi haaroore uyo
Hanzi haaroore uyo


About Haarore

Album : Haarore (Single)
Release Year : 2022
Copyright : © One Entertainment, distributed exclusively by Jungle Entertainment Ventures
Added By : Farida
Published : Jan 24 , 2022

More TAKURA Lyrics

TAKURA
TAKURA
TAKURA
TAKURA

Comments ( 0 )

No Comment yet


Kelxfy

About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2022, We Tell Africa Group Sarl