I'm Sorry Lyrics
I'm Sorry Lyrics by NGONIE KAMBARAMI
Dzikama iwe
Qzikama ini ndikude iwe
I’m sorry babe
Babe I’m sorry
Paunoda kundiona ndichishaiwa nguva
I’ll keep on trying
Kuzokutsvakir nguva yaunogaro shuvira
Babe I’m sorry
Paunora kundiona ndichishaiwa nguva
I’ll keep on trying
Kuzokutsvakira nguva babe
Listen to me
Usandidoubta doubta doubta babe, Nekuti
Ndinenge ndiri pakutsvaga ini
Haisi nyobe ka babe
Kugara ndichipanda madzinhi
Same time same time
Ndichigara ndichinetsana newe
Haisi nyore ka babe
Kugara ndichitsvaga masinhi
Same time same time
Ndichigara ndichinetsana newe
Babe I’m sorry
Paunoda kundiona ndichishaiwa nguva
I’ll keep on trying
Kuzokutsvakir nguva yaunogaro shuvira
Babe I’m sorry
Paunora kundiona ndichishaiwa nguva
I’ll keep on trying
Kuzokutsvakira nguva babe
Babe sei uchigaira
Kuti ini ndinogara kukunepera iwe
I woke up this morning trying to find a way around it
Hazvichanakidzi kugara ndichiti I’m sorry always
You are the part of my life
Yandisingade kuzombovhiringidza nhai nhai nhai
Babe I’m telling no lies
Nekuti ndinogara ndichi hustler nhai nhai nhai
Babe I’m sorry
Paunoda kundiona ndichishaiwa nguva
I’ll keep on trying
Kuzokutsvakir nguva yaunogaro shuvira
Babe I’m sorry
Paunora kundiona ndichishaiwa nguva
I’ll keep on trying
Kuzokutsvakira nguva babe
Nzikama iwe
Dzikama dzikamira rudo iwe iwe
Dzikama iwe
Dzikama dzikamira kudiwa iwe
Dzikama iwe
Dzikama dzikamira rudo iwe iwe
Dzikama, ndikude nemoyo wangu wose
Babe I’m sorry
Paunoda kundiona ndichishaiwa nguva
I’ll keep on trying
Kuzokutsvakir nguva yaunogaro shuvira
Babe I’m sorry
Paunora kundiona ndichishaiwa nguva
I’ll keep on trying
Kuzokutsvakira nguva babe
Babe I’m sorry
Paunoda kundiona ndichishaiwa nguva
I’ll keep on trying
Kuzokutsvakir nguva yaunogaro shuvira
Babe I’m sorry
Paunora kundiona ndichishaiwa nguva
I’ll keep on trying
Kuzokutsvakira nguva babe
Watch Video
About I'm Sorry
More NGONIE KAMBARAMI Lyrics
Comments ( 0 )
No Comment yet
You May also Like
Get Afrika Lyrics Mobile App
About AfrikaLyrics
Follow Afrika Lyrics
© 2024, We Tell Africa Group Sarl