Dai Mauya Lyrics by NGONIE KAMBARAMI


Hii hii hii
Wow oh oh oh yeah

Ndonzwa kunge ndakapfeka marikiti
Dai mwari matibvisa mapiripiti
Pakuda riri shiripiti
Tarirayi torama kunga mbiti
Pashaikwa vane zvivindi
Tirikuvhima takabata iyo miti
Hiii hiii hiii hiii
Tademba kwamuri imimi
Imi Mwari dai muaya muaya mabvisa
Kuchema kweduka ohhh uuuhh ohhh
Imi Mwari dai muaya muaya mabvisa
Kuchema kweduka ohhh uuuhh ohhh

Ohhh vari vana ah ah ah
Zvovomhanya bani kani
Tande nechimana ah ah ah
Zvinorwadza fani
Saka ndoomutongo oh oh oh
Vana vangu zvovoperaka neBroncho oh oh oh
Musha wava dongo hapachina nhaiwe
Vane tarisiro hii hii hii hii hii hii
Tademba kwamuri imi
Imi Mwari dai muaya muaya mabvisa
Kuchema kweduka ohhh uuuhh ohhh
Imi Mwari dai muaya muaya mabvisa
Kuchema kweduka ohhh uuuhh ohhh
Imi Mwari dai muaya muaya mabvisa
Kuchema kweduka ohhh uuuhh ohhh

Tipinde tipinde
Mwari dai matinzwa tisvike
Misodzi yoerera tipinde
Iro denga razaruka tisvike
Pane vamwe vanhuka
Hiii hiii hiii hiii hiii hiii
Tademba kwamuri imi imimi
Hiii hiii hiii hiii hiii hiii
Dai matinzwa musiki
Imi Mwari dai muaya muaya mabvisa
Kuchema kweduka ohhh uuuhh ohhh
Imi Mwari dai muaya muaya mabvisa
Kuchema kweduka ohhh uuuhh ohhh
Imi Mwari dai muaya muaya mabvisa
Kuchema kweduka ohhh uuuhh ohhh
Imi Mwari dai muaya muaya mabvisa
Kuchema kweduka ohhh uuuhh ohhh

Nhai nhai nhai nhai
Nhai nhai nhai nhai
Hiii hiii hiii hiii hiii hiii
Tachema kwamuri imi imimi
Hiii hiii hiii hiii  
Tademba demba demba
Hiii hiii hiii hiii  
Tademba Tademba Tademba
Imi Mwari dai muaya muaya mabvisa
Kuchema kweduka ohhh uuuhh ohhh
Imi Mwari dai muaya muaya mabvisa
Kuchema kweduka ohhh uuuhh ohhh
Ohhh uuuhh ohhh

Watch Video

About Dai Mauya

Album : Dai Mauya (Single)
Release Year : 2020
Added By : Diffo Jofred
Published : Sep 30 , 2020

More NGONIE KAMBARAMI Lyrics

NGONIE KAMBARAMI

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2024, We Tell Africa Group Sarl