JAH PRAYZAH Ticheneke cover image

Ticheneke Lyrics

Ticheneke Lyrics by JAH PRAYZAH


Pane mazwi nema shoko
Ekuramba kutsanangudzwa zvizere pamusoro pe uso hwako
Ndaramba ndabvunza ndikaramba ndacherechedza
Zvikanzi tarisa uone
Hapachina chika chakacheka kana chingakuenderera
Hapachina chika chakacheka kana ringava nenduramo
Nekuti madzisekuru ako
Akakanganwa kuvhunza tateguru
Nhasi zvodzoka zvo kupandukira
Zvokupa utenda neurwere
Nhasi zvodvoka zvokupandukira zvokupa
Jambwa nemunyama muzukuru
Asi zvisingatsiriswe zvizere ramangwana rako rinojeka

Pamusha usingasvikwi nemueni iyeeeh
Nekuti samusha vane mheni (handidi)
Hona vanofuratira zuva (haiwa haiwawo)
Husiku ndiyo yavo nguva (handidi)
Muroyi kumira pachena anyarire poi
Zvikanzi ndimire pachena ndinyarire poi poi
Vodyira nyama kumakuva
Voguta votonwira mvura

Imi varume vanr mvere chena (muri papi)
Isu yauya kumadira mhanba (muri papi)
Mutichenese ticheneke
(Tiripo kuipa kwakazara ishe wangu we ndinzwe we muripani)
Inzwai mukoma bere riye rachema (muri papi)
Amwene waro voyamwisa (muri papi)
Mutichenese ticheneke
(Tiripo kuipa kwakazara ishe wangu we ndinzwe we muripapi)
Inzwai mukoma bere riye rachema (muri papi)
Amwene waro voyamwisa (muri papi)
Mutichenese ticheneke
(Tiripo kuipa kwakazara ishe wangu we ndinzwe we muri pap)
Zijaya rangu rayambuka (muri papi)
Muripapiko vekuhama vaya vogumbuka (muri papi)
Muripapiko mutichenese ticheneke
(Tiripo kuipa kwakazara ishe wangu we ndinzwe we muri papi)
Imi varume vanr mvere chena (muri papi)
Isu yauya kumadira mhanba (muri papi)
Mutichenese ticheneke
(Tiripo kuipa kwakazara ishe wangu we ndinzwe we muripani)
Inzwai mukoma bere riye rachema (muri papi)
Amwene waro voyamwisa (muri papi)
Mutichenese ticheneke
(Tiripo kuipa kwakazara ishe wangu we ndinzwe we muripapi)
Zijaya rangu rayambuka (muri papi)
Muripapiko vekuhama vaya vogumbuka (muri papi)
Muripapiko mutichenese ticheneke
(Tiripo kuipa kwakazara ishe wangu we ndinzwe we muri papi)

Muripapi
Muripapi
(Tiripo kuipa kwakazara ishe wangu we ndinzwe we muri papi)

Watch Video


About Ticheneke

Album : Ticheneke (Single)
Release Year : 2022
Added By : Farida
Published : Jul 13 , 2022

More JAH PRAYZAH Lyrics

JAH PRAYZAH
JAH PRAYZAH
JAH PRAYZAH
JAH PRAYZAH

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2022, We Tell Africa Group Sarl