Sahwira Lyrics by HOLY TEN

Zvicha manifesta, zvicha manifesta
Yeah Zvicha manifesta 
Zvese zvese zvatakanamatira
Zvicha manifesta zvicha manifesta

Zvataka discussa nasahwira
Kuti ticha deala nanakwesta
Sahwira vachukucha mukombe
Vakabuda roma

Pawakandi sabotager waka junga ronda
Switched up on you side
Wangu paka muka kona
Saka usa fona

Everything is never as it seems
You see these people smiling out in public
But it's plots, plans, and calculated schemes
You know if they catch you sleeping
It be hard to chase your dreams
But you never think, uchashedza mufesi wako
Ngambo tenga drink, ngambo tenga drink
But then again, wega unotoona kuti ndikada kuita
Zvema Gena vachidai achazochema ndini

Zvese zvese zvatakanamatira
Zvicha manifesta zvicha manifesta
Zvataka discussa nasahwira
Kuti ticha deala nanakwesta
Sahwira vachukucha mukoma
Wakabuda roma
Pawakandisabotager wakajunga ronda
Zvicha manifesta, Zvicha manifesta

Vakandifencer vese muchabva maregretter
Ndaparker zibenz apa
When you find out kundiona uchada kutanga warequester
Kune vanoffencer

I'll be somewheew ndakachila nemakedha zvangu
You'll be somewhere muri paphone muchiona mastatus angu
Pfuti isa muden, pfuti isa muden
Munhu usatemba

Zvicha manifesta, zvicha manifesta
Muchabva maregretter ndaparker zi Tesla

Zvese zvese zvatakanamatira
Zvicha manifesta zvicha manifesta
Zvataka discussa nasahwira
Kuti ticha deala nanakwesta
Sahwira vachukucha mukoma
Wakabuda roma
Pawakandisabotager wakajunga ronda
Switched up on your side wangu wakabuka corner
Saka usafona

Watch Video

About Sahwira

Album : Risky Life (Album)
Release Year : 2021
Copyright : (c) 2021
Added By : Huntyr Kelx
Published : Apr 17 , 2021

More lyrics from Risky Life album

More HOLY TEN Lyrics

Comments ( 0 )

No Comment yet

See also



You May also Like



Get Afrika Lyrics Mobile App

About AfrikaLyrics 

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2021, New Africa Media Sarl