HOLY TEN Takupananga na Samanyanga cover image

Takupananga na Samanyanga Lyrics

...

Takupananga na Samanyanga Lyrics by HOLY TEN


No never

Ever never

Senseless ah lie

Ah lie, normally

Ah lie, normally ah lie eehhhh

Rubububububu

Fully,das is it

Fully fully fully (fully fully)

Fully dance eehhh hieee

Watch out

Watch out, watch out

Watch out stella

Watcha

Tisu takupananga na samanyanga

Kubana panonaka

Kuchinja mupaka

Patakananga haasi masanga

Takabaka semogo mudzanga

Tisu takupananga na samanyanga

Kubana panonaka

Kuchinja mupaka

Patakananga haasi masanga

Takabaka semogo mudzanga

Isusu ne victory

Tikugadzira history

Nyangwe vakabata mbinjiri nezvishiri

Hazvishande pandiri

Ndinenge ndina mwari

Mutangamiri inzwai ini

Nonstop handisi kuzo loser hope

Nya,gwe vakadhonza tutambo tuma rope

Twema mop

I’m on top and i’ll never stop, i’ll never flop

Mukoma ten

Vandiudza it’s a long joyrney

Zvakatanga ndine mwana wa stembeni

Pandaigara naye, same den

Mangoma ndirikurova semheni

Tisu takupananga na samanyanga

Kubana panonaka

Kuchinja mupaka

Patakananga haasi masanga

Takabaka semogo mudzanga

Tisu takupananga na samanyanga

Kubana panonaka

Kuchinja mupaka

Patakananga haasi masanga

Takabaka semogo mudzanga

Bhunzo kunaka

Hobho mutaka

Hoza kudhakwa

Mogo muchamba

Mazvokuda, handina bozzo ku basa

Mahomunya handigone kutsamwa

Vada raw, v6 yakakura

Drink panado, kana sick yakaruma

Beef ndavakuda uh

Peace handina nguva like diss on a low

Ndoku isa pa guva

Flex kuma flats , i’m based kumatapi

Hatina pressure pa mhanzi isu

Hatina ma blesser pa ndari

Tisu takupananga na samanyanga

Kubana panonaka

Kuchinja mupaka

Patakananga haasi masanga

Takabaka semogo mudzanga

Tisu takupananga na samanyanga

Kubana panonaka

Kuchinja mupaka

Patakananga haasi masanga

Takabaka semogo mudzanga

Watch Video

About Takupananga na Samanyanga

Album : (Single)
Release Year : 2025
Copyright :
Added By : Farida
Published : Jun 28 , 2025

More HOLY TEN Lyrics

HOLY TEN
HOLY TEN
HOLY TEN

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2025, We Tell Africa Group Sarl