HOLY TEN It's Never Easy cover image

It's Never Easy Lyrics

It's Never Easy Lyrics by HOLY TEN


It’s never easy, kuyedza kuti urare
It’s never easy kurera pfungwa eh
Kutema midzi, kuyedza kuti zviungane
Yeah it’s never easy, kuyedza kuti urare
It’s never easy, kuyedza kuti urare
It’s never easy kurera pfungwa eh
Kutema midzi, kuyedza kuti zviungane
Yeah it’s never easy, kuyedza kuti urare

It’s never easy
Life yandipinza busy
I know God speaks, but maybe inini handinzwe
I go through something that make me feel it’s better ndife
I do through something that make me feel it’s better ndife ini
To be honest ndiri pa pressure
Vamwe vezera vari pa denga ndiri pa jecha nanhasi
And i’m still saying life is an adventure nanhasi
Ndakapfeka tuma magrazz
Ndichingokwareta nanhasi

It’s never easy, kuyedza kuti urare
It’s never easy kurera pfungwa eh
Kutema midzi, kuyedza kuti zviungane
Yeah it’s never easy, kuyedza kuti urare
It’s never easy, kuyedza kuti urare
It’s never easy kurera pfungwa eh
Kutema midzi, kuyedza kuti zviungane
Yeah it’s never easy, kuyedza kuti urare

Tight spot ndanga ndiri pa tight spot
I was looking for a life coach
I was looking for a light torch
I was looking for life support
All of my nights are short, ndokuti zaka rinopisa
Rinotyisa
I’m a bit of mess
Zveshuwa ndaneta
Kuchikoro ndakadzingwa pa res
Ndakapinda hades (ndakapinda gehera)
Ndikatanga kuimba,ndikabudikira pa net
Kune vaya varikuda kuziva, handisi kukwira pa mubhedha coz

It’s never easy, kuyedza kuti urare
It’s never easy kurera pfungwa eh
Kutema midzi, kuyedza kuti zviungane
Yeah it’s never easy, kuyedza kuti urare

Watch Video

About It's Never Easy

Album : Energy (Album)
Release Year : 2022
Added By : Farida
Published : Jun 11 , 2022

More HOLY TEN Lyrics

HOLY TEN
HOLY TEN
HOLY TEN

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2024, We Tell Africa Group Sarl