HOLY TEN The Point Iripano cover image

The Point Iripano Lyrics

The Point Iripano Lyrics by HOLY TEN


Gosongo gosongo gosongo gosongo gosongo
Gosongo gosongo gosongo gosongo gosongo

The point iripano ndeyekuti
Badman avo vane Gucci, yes
Badman avo vane Gucci asi
Gucci hamheno ndeyekuti iyi
Gucci ndeyekupi iyi
Gucci ndeyekupi iyi
Imi badman Gucci ndeyekupi iyi
Is everything good
Is everything super
Ndandichikusuwa, ndandichikusuwa
It only get’s better wanditendera
Usaridze  bhera kusvika tachembera
Hevo mai mwana vapinza text
Radzikai vana dakupinda zhet
Dakutenga ring ring ring
Hanzi uchaitenga rinhi
Vakandikuka
Appetite vakati irhumba
Next thing ndiani ane shuga
Next thing ndiani ane 2+2+2+2+2
Ndiani ari cool, ndiani ari sure
Arikubva, kwandikuva
Ane moves, vhura panzula
Gara wandiudza zvanga uchida kundiudza
Tawona mebo, anga ana tsepo
Can you just tecno-tes anga ane apple
Mamwe ma bae goals anoda bae coach
Hanzi na J Ross
Ngatizadzei mota

The point iripano ndeyekuti
Badman avo vane Gucci, yes
Badman avo vane Gucci asi
Gucci hamheno ndeyekuti iyi
Gucci ndeyekupi iyi
Gucci ndeyekupi iyi
Imi badman Gucci ndeyekupi iyi


About The Point Iripano

Album : Energy (Album)
Release Year : 0
Added By : Farida
Published : Jun 11 , 2022

More HOLY TEN Lyrics

HOLY TEN
HOLY TEN
HOLY TEN
HOLY TEN

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2022, We Tell Africa Group Sarl