
Paroles de Zim Men
...
Paroles de Zim Men Par TAKURA
Wah
One thing a zim man will do guys is ouh
Elevate your anger levels to a different level
The anger that a zim man will give you
Wakati haudanane nevakomana vekuzim
Vakomana vekuzim vanokusiya wamu bin
Vakomana vekuzim vanotengesa ma dream
Wakati haudanane nevakomana vekuzim
Vakomana vekuzim havambo kupe wedding ring
Vakomana vekuzim vanokusiya wamy gym
Ndiani akakubaya moyo
Ndiani akakurwadzisa moyo
Ndiini akaku cheka cheka
Akaku siisa mjolo
Ndiani akaku kanda mudondo
Ndiani akakutamba tsoro
Ndiani akakupedza muto
Babe why you crying
Wakati iwe machinda ari nice
You don’t want them coz they really ain’t your type
Unofarira mabad boyz
But they gon hurt you more than twice
Fine
But don’t come to me crying about it
Don’t involve me like im a part of it
You made your own choices but now you doubting
How you gonna put the whole country
Under one umbrella
When deep inside you know that there’s that one gee
Whose willing to do whatever but you said
Wakati haudanane nevakomana vekuzim
Vakomana vekuzim vanokusiya wamu bin
Vakomana vekuzim vanotengesa ma dream
Wakati haudanane nevakomana vekuzim
Vakomana vekuzim havambo kupe wedding ring
Vakomana vekuzim vanokusiya wamy gym
Ndiani akakubaya moyo
Ndiani akakurwadzisa moyo
Ndiini akaku cheka cheka
Akaku siisa mjolo
Ndiani akaku kanda mudondo
Ndiani akakutamba tsoro
Ndiani akakupedza muto
Ecouter
A Propos de "Zim Men"
Plus de Lyrics de TAKURA
Commentaires ( 0 )
Aucun commentaire pour l'instant
Vous aimeriez sûrement
Essayez l'application Mobile
A propos de AfrikaLyrics
Suivre Afrika Lyrics
© 2025, We Tell Africa Group Sarl