Wakatemba by EXQ Lyrics

Havazvizive jah man, jah man, kuvangu
Ini ndiri zikunumber 1 bhambi asi ndingwarirei
Muri kutuma puti puti putiti
Kunokushedzerai baby, imi tingwarirei veduwe

Ko iwe unomutumirei
Wanga uchimutumirei
Ko iwe unomutumirei
Kuti atsvage ma baby
Ko iwe unomutumirei
Wanga uchimutumirei
Ko iwe unomutumirei
Kuti atsvage ma baby

Hona akukutorera chimoko wakatemba
(Wakatemba)
Hona akukutorera chimoko siya wega
(Siya wega)
Hona akukutorera chimoko wakatemba
(Wakatemba)
Hona akukutorera chimoko siya wega
(Siya wega)

Akutsvagira ma baby akutsikira chepakati
Oshifter the blame on you
Akuendesa mabar okutsabvurira baby
Okusiira ma bills on you

Mpfanha uyu haazi runner rasta
Ndiye murire wechimoko rasta
Race yamuri kuita yakaplotwer rasta
Kurohwa 10 note apa rasta
Makadhamira level faster
Hanzi ndomubairo wevanhu vane siriri
Vasingade kupfuurwa bvunza gafa
Muchapera bag rese gore rino nhaka

Ko iwe unomutumirei
Wanga uchimutumirei
Ko iwe unomutumirei
Kuti atsvage ma baby
Ko iwe unomutumirei
Wanga uchimutumirei
Ko iwe unomutumirei
Kuti atsvage ma baby

Hona akukutorera chimoko wakatemba
(Wakatemba)
Hona akukutorera chimoko siya wega
(Siya wega)
Hona akukutorera chimoko wakatemba
(Wakatemba)
Hona akukutorera chimoko siya wega
(Siya wega)

Wazvisanganisa nachidzidzo-dzidzo
Daiza disisa wandimanikidzo
Ini ndiri kusasa neharanga
Ini asi ndaisada kuporonga
Tainge takarunga sandizvo zvabuda
Uchi-uri kutuma tsaga zuva nazuva
Riri kuhuggwer ini ndiri kuparkwer ndati
Ndiri kusparkwer ndati ndiri kusparkwer

Ko iwe unomutumirei
Wanga uchimutumirei
Ko iwe unomutumirei
Kuti atsvage ma baby
Ko iwe unomutumirei
Wanga uchimutumirei
Ko iwe unomutumirei
Kuti atsvage ma baby

Musikana wese itsvigiri
She needs a real man mutsimbiri
Handsome kana no handsome wapihwa
Mukana faster faster womutsimbira
Cause all you need is confidence
Cause with time ka kane evidence
Staira muhomwe nemasusupez
Kwete kutumira varume hona manje
Kasi hamugone kupfimba mega mamoko
Kasi hamugone kukanda mega mashoko
Kasi haugone kupfimba wega mamoko
Haugone kupfimba wega zvimoko

Mr Puti ti ti ti ti
Mr Puti ti ti ti ti
Tamuka waruka

Music Video
About this Song
Album : Wakatemba ,
Release Year : 2020
Copyright : Copyright @Mashroom media 2020
Added By: Farida
Published: Mar 21 , 2020
More Lyrics By EXQ
Comments ( 0 )
No Comment yet
Leave a comment