Mbiri by TEMBALAMI Lyrics

Jehovah zvoshamisa
Jehovah zvoshamisa
Jehovah zvoshamisa
Jehovah zvoshamisa

I won't be afraid for you're my refugee
My strong tower oh God
I won't cry no more
Ndimi simba rangu musimbisi wehana yangu Baba

[CHORUS]
Ndimi munobvisa misodzi yangu
Ndimi munosandura rungano rwehupenyu whangu
Ndimi munobvisa misodzi yangu
Ndimi munosandura rungano rwehupenyu whangu
Piwai mbiri munodadisa
Piwai mbiri mutsvene, jehovah zvoshamisa
Jehovah zvoshamisa

Makafanira rumbidzao yangu Mwari
Mamuri ishe ndawana hupenyu
Handaifanira kurarama kusvika nhasi
But you came ,you died and rose again for meeeeee

Ndimi munobvisa misodzi yehupenyu hwangu
Ndimi munosandura rungano rwehupenyu whangu
Ndimi munobvisa misodzi yehupenyu hwangu
Ndimi munosandura rungano rwehupenyu whangu

Piwai mbiri munodadisa
Piwai mbiri mutsvene
Jehovah zvoshamisa
Jehovah zvoshamisa
Munoshamisa
Piwai mbiri munodadisa
Piwai mbiri mutsvene
Jehovah zvoshamisa
Jehovah zvoshamisa
Munoshamisa

You're glorious; we glorify your name ohh Jehovah
You're a mighty God, mighty is your name
Jehovah zvoshamisa
 Hoooooo hooo hoooo Jehovah Jehovah
Hoooooo hooo hoooo

Piwai mbiri mutsvene Jehovah
Piwai mbiri mutsvene
Jehovah zvoshamisa
Jehovah zvoshamisa
Munoshamisa
Piwai mbiri mutsvene
Jehovah zvoshamisa
Jehovah zvoshamisa
Munoshamisa
Jehovah zvoshamisa
Munoshamisa
Jehovah zvoshamisa
Jehovah zvoshamisa

Music Video
About this Song
Album : Mbiri ,
Release Year : 2020
Added By: Farida
Published: Mar 21 , 2020
More Lyrics By TEMBALAMI
Comments ( 1 )
.
6132 2020-04-02 17:06:47

I am so in love with this praise song keep it up guys i can even sing this language ♥️

Leave a comment