Mufudzi Wemombe Lyrics by TREVOR DONGO

Mufudzi wemombe, uchautora mukombe
Mufudzi wemombe, uchautora mukombe

Kubuda kwezuva, mhodzi yawira paruware
Mahwekwe ne jecha, apo mvura yosasa
Kwandanga ndabva, yaiva mitumhu ine mago
Chandaingo shuva, kutumbuka ndopembera
It’s never easy, kukura usina anokuda  (hazvizi zasy)
You gat fight to find your way to the top
It’s wasn’t easy, kuraswa nehama veduwe
I am here to tell my story
Chaingova chishuwo, muchandiona nerimwe zuva
Mugoti ndiye here watakarasa?
Ndiye here wataidadira?
Chionai chishuwoo iyeeeee, chishuuuuwo
Muchandiona nerimwe zuva, mugoti ndiye here watakarasa?
Ndiye here watakarasa?
Chionai chishuwoo iyeeeee

Wotodzidza kumira wega, simudza musoro mberi uchienda
Bakatwa rebudiriro riri mumoyo
Mabvi nemagokora kuteura minamato kwayo
It’s never easy, inhange mutange mwanawee
Kuputirwa sedande-mutandee (it wasn’t easy)
Sandi nhambe mutambee, rimwe zuva uchavaudza
Chaingova chishuwo, muchandiona nerimwe zuva
Mugoti ndiye here watakarasa?
Ndiye here wataidadira?
Chionai chishuwoo iyeeeee, chishuuuuwo
Muchandiona nerimwe zuva, mugoti ndiye here watakarasa?
Ndiye here watakarasa?
Chionai chishuwoo iyeeeee

Mufudzi wemombe, uchautora mukombe
Mufudzi wemombe, uchautora mukombe
Mufudzi wemombe, uchautora mukombe
Mufudzi wemombe, uchautora mukombe

Watch Video

About Mufudzi Wemombe

Album : Mufudzi Wemombe (Single)
Release Year : 2020
Copyright : © Trevor Dongo, distributed exclusively worldwide by Jungle Entertainment Ventures
Added By : Farida
Published : Sep 12 , 2020

More TREVOR DONGO Lyrics

TREVOR DONGO
TREVOR DONGO

Comments ( 0 )

No Comment yet

See also



You May also Like



Get Afrika Lyrics Mobile App

About AfrikaLyrics 

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2020, New Africa Media Sarl