...

Ndokuda Lyrics by TREVOR DONGO

[INTRO]
Unoda kuti ndiite sei
Ndikuratidze, kuti ndokuda
Oooooh.... ooooohh
Oohh Baby.... Ohhh  (Eternity)

[VERSE 1]
Vavariro yangu ini
Kuti undi nzwisisewo iwewe
Kanyaya kangu kadiki
Kane chekuita nemwoyo yedu uh
Handikutambisire nguva
Chimbouya unodzokera zvako
Iwewe aaah Humm
Kupesana kwacho kwanyanya
Ndichingoverengera nguva
Ndati ndibvunze kuti

[CHORUS]
Kuti unoda
Ini ndiite sei
Ndikuratidze
Kuti ndokuda
Ndayedza zvandokwanisa
Ndikuratidze
Kuti ndokuda
Nananana oooh... ooh  oohhh
Ndokuda  Ndokuda
Nananana oooh... ooh  oohhh
Ndokuda… Ndokuda

[VERSE 2]
Pfungwa dzangu nedzako
Dzinoenderana wani
We got a lot in common
Baby can’t you see
Enough is enough ndaneta ini
Kusvika rinhi ndapedza izwi
Kuswero wawata zvisingareve chinhu
Kana riri bvudzi ndichagera
Kugeza aiwa ndinozama wani
You better make me understand ooh baby

[CHORUS]
Unoda
Ini ndiite sei
Ndikuratidze
Kuti ndokuda
(I love you, I love you I love you)
Ndayedza Zvandokwanisa
Ndikuratidze
Kuti ndokuda
Nananana oooh... ooh  oohhh
(I’ll do anything to show you)
Ndokuda
 (ll do anything to show you)
  Ndokuda
(ll do anything to show you)
Nananana oooh... ooh  oohhh
Ndokuda
(ll do anything to show you)
Ndokuda

Ndagra ndaudza vekwangu
Kuti ndawana wekuroora
Chenesa chivanze mumoni wepoto
Handidi kufa neyadzi
Saka tambira shoko
Umbonofunga nezvazvo oooooh.....

Unoda
Kuti ndiite sei
Ndikuratidze
Ndaedza zvandokwanisa
Kuti ndokuda aaah....
I’ll do anything to show you
I’ll do anything to show you
I’ll do anything to show you
Nanananana…
I’ll do anything to show you
I’ll do anything to show you
I’ll do anything to show you

(Eternity)

 

Watch Video

About Ndokuda

Album : Beyond (Album)
Release Year : 2017
Added By : Afrika Lyrics
Published : Nov 03 , 2018

More TREVOR DONGO Lyrics

TREVOR DONGO

Comments ( 0 )

No Comment yet

See also



You May also Like



Get Afrika Lyrics Mobile App

About AfrikaLyrics 

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2020, New Africa Media Sarl