Ndinoshanda Lyrics
Ndinoshanda Lyrics by SEH CALAZ
Ummmhhh
Mwari Vhurai Gonhi yeiyeiiii
Vhurai Maziso ndioni uwuuuuu
Ndipei shinda zvigamba ndisonii ohhhhhh
Na Cashlibs havandigoni
Asi ndakaroiwa nevakafa
Asi vadzimu Vangu makandirasa
Vamwe vonditi wakasekwa na Mwari
Vamwe Vonditi uri rombeee
Ndambofamba famba ndikabvunza
Zvikanzi idzi I mhepo džema dzinzaa
Ndoshaya kuti dzinza rangu ndakaridii
Kana ndakatadza ndiri mwana ndiregererei
Ingawani ndinoshanda
Kushanda inini ndinoshanda ah ahh
Vanhu vanondi shandisa
Asi Handina kana chinobatika haa
Zuva ne zuva ndoshanda ah ahh
Kushanda inini ndinoshanda
Asi ukazvitarisa
Handikana chinobatika haa
Saka ndauya kwamuri Mwari ndapfugama
Pasi pano hapana kururama
Ndaneta ndatenderera ndaedzaaa
Mwari Dai mandipa chiedza
AsiNhasi Handikusiyei
Handikusiyeiii handikusiyeii
Kusvika mandiropafadza
Shungu dzanguuuu
Chaizvo zviri mumoyo mangu
Cheukaiwo kuno Ropafadzo yenyu
Inochinja hupenyu hwangu
Ingawani ndinoshanda
Kushanda inini ndinoshanda ah ahh
Vanhu vanondi shandisa
Asi Handina kana chinobatika haa
Zuva ne zuva ndoshanda ah ahh
Kushanda inini ndinoshanda
Asi ukazvitarisa
Handi kana chinobatika haa
Cashlibs again
Komborerai chandinobataa
Komborerai Pandinoshanda
Chinouya Nedikita rangu
Pamwe ne simba rangu
Ratidzai simba renyuuu
Raridzai Hukururu hwenyu
Ratidzai pa hupenyu hwangu
Ndivhurireiwo kani masango angu
Heiii heiiii hei hei heihei
Huu huuu huu huu huu
Ohhhhohhh uwoohaa
Asi ndakaroiwa nevakafa
Asi vadzimu Vangu makandirasa
Vamwe vonditi wakasekwa na Mwari
Vonditi uri rombeee
Ndambofamba famba ndikabvunza
Zvikanzi idzi I mhepo džema dzinzaa
Ndoshaya kuti dzinza rangu ndakaridii
Kana ndakatadza ndiri mwana ndiregererei
Ingawani ndinoshanda
Kushanda inini ndinoshanda ah ahh
Vanhu vanondi shandisa
Asi Handina kana chinobatika haa
Zuva ne zuva ndinoshanda ah ahh
Kushanda inini ndinoshanda
Asi ukazvitarisa
Handi kana chinobatika haa
Mwari Vhurai Gonhi yeiyeiiii
Vhurai Maziso ndioni uwuuuuu
Ndipei shinda zvigamba ndisonii ohhhhhh
Na Cashlibs havandigoni
Watch Video
About Ndinoshanda
More lyrics from Seh Calaz @ 30 album
More SEH CALAZ Lyrics
Comments ( 0 )
No Comment yet
You May also Like
Get Afrika Lyrics Mobile App
About AfrikaLyrics
Follow Afrika Lyrics
© 2025, We Tell Africa Group Sarl