QOUNFUZED Uchachema  cover image

Uchachema Lyrics

Uchachema Lyrics by QOUNFUZED


Ndopapinda here varume kwahi pinda
Ndopa pinda here nemoyo kwahi pindawo
Zvikanzi nehana zvinoda kushingawo
Apa pfungwa wanga watomuvhiringa
Ndopa pinda here nemoyo kwahi pinda
Meso ndiwe nyakutanga kutonditi pindawo
Makandikuvadzisa machinda oh no
Nzeve dzainditi siyana nazvo
Guhwa rainditi siyana nazvo (Sha)
Zverudo siyana nazvo Uchachema sha
Nzeve dzainditi siyana nazvo
Guhwa rainditi siyana nazvo (Sha)
Zverudo siyana nazvo uchachema
Ndakakanya kubva kwandaidiwa
Kubva kwandaisidiwa
Ndichimhanya kwandaisadiwa

Vekuno havana hanya dai zvangu ndakaziva ah
Dai zvangu ndakaziva
Kuti ndaigochera pamapfihwa
Hama wadiwa makandirasisa haaa
Maindiona naye muchingonditarisa haa
Chero ini wacho ndainge ndofarisa haa
Vanhu munzira ndanga ndisisambomhoresa
Ndichitozvishoresa
Vamwe vainditi zviri safe
Ramba wakadzvanya usature befu
Asi dai zvangu ndakaita careful
Ndaisazo wachiswa se surf
Makandikuvadzisa machinda
Ndakabva kandaipihwa love
Pihwa love pure love
Ndakabva kwandaidiwa rough
Ndichimhanyira kwandaidirwa rough
Ndakabva kandaipihwa love
Pihwa love pure love
Ndakabva kwandaidiwa rough
Ndichimhanyira kwandaidirwa rough
Nzeve dzainditi siyana nazvo
Guhwa rainditi siyana nazvo (Sha)
Zverudo siyana nazvo Uchachema sha
Nzeve dzainditi siyana nazvo
Guhwa rainditi siyana nazvo (Sha)
Zverudo siyana nazvo uchachema sha
Ndakakanya kubva kwandaidiwa
Kubva kwandaisidiwa
Ndichimhanya kwandaisadiwa
Vekuno havana hanya dai zvangu ndakaziva ah
Dai zvangu ndakaziva
Kuti ndaigochera pamapfihwa
Makandikuvadzisa machinda
Ndopapinda here varume kwahi pinda
Ndopa pinda here nemoyo kwahi pindawo
Zvikanzi nehana zvinoda kushingawo
Apa pfungwa wanga watomuvhiringa
Ndopa pinda here nemoyo kwahi pinda
Meso ndiwe nyakutanga kutonditi pindawo
Makandikuvadzisa machinda oh no
Nzeve dzainditi siyana nazvo Guhwa rainditi siyana nazvo
Sha Zverudo siyana nazvo uchachema sha
Zverudo siyana nazvo
Zverudo siyana nazvo
Zverudo siyana nazvo
Uchachema

Watch Video

About Uchachema

Album : Uchachema (Single)
Release Year : 2022
Added By : Farida
Published : Feb 25 , 2022

More QOUNFUZED Lyrics

QOUNFUZED
QOUNFUZED
QOUNFUZED
QOUNFUZED

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2024, We Tell Africa Group Sarl