Mhosva Lyrics by QOUNFUZED

Pavada vari kutaura zvavada
Handiti ndiwe wandada
Unondidzora kunge maragada
Ndiwe my human
Pavada vari kutaura zvavada
Ndiwe wandada
I’m gonna love you non stop
Ndiwe my human

Kana kuda munhu chiri chitema
Ndiisei njema
Haiwa ndachema anondipa reason yekufema
Huyai mundisunge nemhosva
Mhosva mhosva, mhosva yekuda munhu wangu
Nyaya yerudo ihondo, hondo hondo
Hondo yekuda munhu wangu

Patakatanga zvakatanga sefunny
Vamwe vacho maifara ingawani
Nhasi zvachinja makuti injani mundda ndide ani
Ngavachitongonditora zvavo vanondivharira imomo muchizarira
Pano panyika ndiwe wandinogarira
Ndiwe my human
Ndofara uineni chimunhu changu chandinorwarira
Coz nothing really matters in this world kana uisineni
Umm umm baby I love you
Mwari akakubvisa pane yangu mbabvu
Vakavenga bedzi tozviitiira gwabvu
Angoda kukutora ndozvidira mavhu
Huyai mundisunge nemhosva
Mhosva mhosva, mhosva yekuda munhu wangu
Nyaya yerudo ihondo, hondo hondo
Hondo yekuda munhu wangu

Patakatanga tisina chataiva nacho
Usina chekundipa kunze kwerudo
Asi samatenga vakavhura madoor tikabudirira kunze kwerudo
Vachataura vane godo
Vasingade kuona pane mufaro
Asi ini ndigire ndine chivimbo, ndine chivimbo
Chivindi cheyi kusiya iwe
Ndingazovei pasina iwe
Chivindi cheyi kusiya iwe
Chirimwa cherudo chakamerera pauri

Huyai mundisunge nemhosva
Mhosva mhosva, mhosva yekuda munhu wangu
Nyaya yerudo ihondo, hondo hondo
Hondo yekuda munhu wangu

Pavada vari kutaura zvavada
Handiti ndiwe wandada
Unondidzora kunge maragada
Ndiwe my human
Pavada vari kutaura zvavada
Ndiwe wandada
I’m gonna love you non stop
Ndiwe my human
Huyai mundisunge nemhosva
Mhosva mhosva, mhosva yekuda munhu wangu
Nyaya yerudo ihondo, hondo hondo
Hondo yekuda munhu wangu
Huyai mundisunge nemhosva
Mhosva mhosva, mhosva yekuda munhu wangu
Nyaya yerudo ihondo, hondo hondo
Hondo yekuda munhu wangu

Watch Video

About Mhosva

Album : Mhosva (Single)
Release Year : 2021
Added By : Farida
Published : Apr 19 , 2021

More QOUNFUZED Lyrics

QOUNFUZED
QOUNFUZED
QOUNFUZED
QOUNFUZED

Comments ( 0 )

No Comment yet

See also



You May also Like



Get Afrika Lyrics Mobile App

About AfrikaLyrics 

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2021, New Africa Media Sarl