Murikuvaisepi Lyrics
Murikuvaisepi Lyrics by KILLER T
Misodzi tachema asi tapuputa
Asi ndanariro hadzisi kuenda
Hazvisi kumbobida zvirimo mumoyo
Asi ndine muvhunzo usina apindura
Isu hatimboziva hanzvi pamakagadzira
Kuti vana venyu mukuvaisepi
Isu hatimboziva hanzvi pamakagadzira
Kuti vana venyu mukuvaisepi
Vese varikuenda varikuenda
Hatimboziva kuti murikuvaisepi
Vese varikuenda varikuenda
Hatimboziva kuti murikuvaisepi
Mivhunzo yese haina apindura
Hatimboziva kwatiri kuenda
Kana kuhope Havana kutaura
Hapana anomboziva kwatiri kuenda
Tambogaya zano asi tapererwa
Kana vakuru vedu vese varemerwa
Kaiperi mhere haitani kurira
Mutoro wamakatipa unotiremera
Isu hatimboziva hanzvi pamakagadzira
Kuti vana venyu mukuvaisepi
Isu hatimboziva hanzvi pamakagadzira
Kuti vana venyu mukuvaisepi
Vese varikuenda varikuenda
Hatimboziva kuti murikuvaisepi
Vese varikuenda varikuenda
Hatimboziva kuti murikuvaisepi
Pasi harigute takumuva
Kana mapfumo pasi tese takandiswa
Painokwana nguva hazvina anopikisa
Inongo sara mhere wedu aendeswa
Havana chavanoziva vana inherera
Asi musikavanhu ndimi munochengeta
Ndimi makarera ndimi mavayarutsa
Asi ndine muvhunzo usina apindura
Isu hatimboziva hanzvi pamakagadzira
Kuti vana venyu mukuvaisepi
Isu hatimboziva hanzvi pamakagadzira
Kuti vana venyu mukuvaisepi
Vese varikuenda varikuenda
Hatimboziva kuti murikuvaisepi
Vese varikuenda varikuenda
Hatimboziva kuti murikuvaisepi
Mivhunzo yese haina apindura
Hatimboziva kwatiri kuenda
Kana kuhope Havana kutaura
Hapana anomboziva kwatiri kuenda
Tambogaya zano asi tapererwa
Kana vakuru vedu vese varemerwa
Kaiperi mhere haitani kurira
Mutoro wamakatipa unotiremera
Isu hatimboziva hanzvi pamakagadzira
Kuti vana venyu mukuvaisepi
Isu hatimboziva hanzvi pamakagadzira
Kuti vana venyu mukuvaisepi
Vese varikuenda varikuenda
Hatimboziva kuti murikuvaisepi
Vese varikuenda varikuenda
Hatimboziva kuti murikuvaisepi
Ishe pamakagadzira mambo
Kuti vana venyu mukuvaisepi
Isu hatimboziva ishe pamakagadzira mambo
Kuti vana venyu mukuvaisepi
Vese varikuenda varikuenda
Hatimboziva kuti murikuvaisepi
Vese varikuenda varikuenda
Hatimboziva kuti murikuvaisepi
Watch Video
About Murikuvaisepi
More KILLER T Lyrics
Comments ( 0 )
No Comment yet
You May also Like
Get Afrika Lyrics Mobile App
About AfrikaLyrics
Follow Afrika Lyrics
© 2024, We Tell Africa Group Sarl