Eriya Lyrics by JAH PRAYZAH

Dzika Eriya
Inga ndiwe mutumwa wedenga
Dzika Eriya, Dzika
Dzika Eriya
Dzika Eriya

Inga ndiwe mutumwa wamambo
Dzika Eriya, Dzika
Dzika Eriya
Dzika Eriya
Darika uchinditakura
Usasiye imanuwere makandiwa
(Mutumwa wamambo)

Dzika Eriya (Mutumwa)
Darika uchinditakura
Usasiye imanuwere makandiwa
(Mutumwa wamambo)
Dzika eriya (mutumwa)
Uchandiona ndimire ipapo pachiteshi
Nemachinda toti areroya
(Mutumwa wamambo)
Dzika eriya (mutumwa)
Uchandiona ndimire ipapo pachiteshi    
Nemachinda toti areroya

Chakaramba kukakata
Chitundu musere musere
(Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya)
Hatikwire nemanera
(Kudenga kure)
Pasi rino rine makunun unu
Rine maodza moyo
(Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya
Kudenga kure)
Kwazumayi madzimai
Dai muri vamwe makulura gogo
(Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya)
Hatifambe tichinanaira
(Kundega kure)
Tingadai tatenderana
Dai tatenderana
(Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya)
Kudenga kure
Dai tatenderana
Dai tatenderana
Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya
Kundega kure

Chipo chiye chamakandipa chandivengesa
Vanoshaya nechikonzero chiripachena
Ngetani dzavalandisunga dzakangwanjama
Joko ravakanditurika rakarembera

Deno ndirinhume yehondo ndaidzorera
Hayi Baba munengoni
Asi changu chamakandipa kuyananisa
Gomo riye ratakawkira takanamata
(Hayi Baba munengoni)
Chikomborero chamakandipa kubata ndima

Chakaramba kukakata
Chitundu musere musere
(Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya)
Hatikwire nemanera
(Kudenga kure)
Pasi rino rine makunun unu
Rine maodza moyo
(Mungoro yemoto ndinoda nzimbo Eriya)
Eri.. Kudenga kure
Kwazumayi madzimai
Dai muri vamwe makulura gogo
(Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya)
Hatifambe tichinanaira
Kundega kure
Tingadai tatenderana
Dai tatenderana
(Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya)
Kudenga kure dai tatenderana
Dai tatenderana, Dai tatenderana
(Mungoro yemoto ndinoda nzimbo eriya)
Kundega kure

Hiya hiya hiya Hera hiya hiya hiya
Hera hera . Hiya munengoni
Hera hera hera, Hiya hiya hiya
Hera, Hera Hera Hera Hera munoera (Hera munoera)
Hera, Hera Hera Hera Hera munoera (Hera munoera)
(Aiwa baba munoera)
Hera munoera
Aiwa baba munoera (hera munoera)
Achasimuka mutendi weziyoni mambo
ndeweziyoni

Hona takokorodza
Hona chaunga
Hukama taumba
Kwedu tinodzana
Kana kutamba tinogona
Tarisa magwaro tigobvumirana kuti gungwa
Riya ringa ranga rina rina erija
Kweee here kwee kwee
Ingoro yevatsevene (kwere kwe)
Chinguri tapinda munzira tinosvika here
kweeere kweere kweee
kweeere kweere kweee

ingoro yevatsvene (kweeere kwe)
Chinguri tapinda munzira
Tinosvika here
Tinosvika here
Ingoro yevatsvene
Chinguri tapinda munzira
Tinosvika here
Ingoro yevatsvene
Chinguri tapinda munzira
Tinosvika here

 

Music Video
About this Song
Album : Eriya (Single),
Release Year : 2020
Added By: Afrika Lyrics
Published: May 20 , 2020
More Lyrics By JAH PRAYZAH
Comments ( 0 )
No Comment yet