HOLY TEN Zviri Pa 2 cover image

Zviri Pa 2 Lyrics

Zviri Pa 2 Lyrics by HOLY TEN


Zviri pa 2
It’s either or vane ma facts or vane makuhwa
It’s either varipa church, varipa ndu-uu
It’s either vanomwa black or vanomwa tumbwa
Zviri pa 2, Zviri pa 2
It’s either ndine musikana ane ma moods
Or it’s either ndine musikana aine ma sider nema tattoo
Zviri pa 2
Ndoandiri kuda
Zviri pa 2, hoyoo

Mwana wamambo muranda kumwe
You acting like a kid chasara kutanga kuyamwa zvigumwe
I hit up ZRP
I said madungwe ngaasungwe
(I hit up ZRP
I said madungwe ngaasungwe)
And then I hit up SRC
I said my students ngaafunde pa UZ
Pane magomba pa UZ
Pane ma holes
So i been told and i’m involved
Cuz ndine vangu ipapo
Bvunza vana mpfanti- tambo
I stopped hanging nanhingi
Cuz anga akupfekera painful
Usandipefekere painful uchirwadziwa chingo ndiudza
Muchazoswera muchinatira mukati kunzva
Ndiri pandemic
Muri ma rellish , muri mafattish ari weird
Tarisa mufesi uyo ane beared
Anonzi kid, anoda violence
Don’t even have to pay him
Another chingwa, chingwa nemayonnase
Akutorwha akutobva
Akutorwha, akutodhala
It’s either varikuwonda because of guka or varikuto rwara
Pabase pakuwanda ma drug
Mu church mukuwanda ma judge
Ko sister memo
Pastor tino
Why murikupana ma hug
Zvichiri zve church here, imi
Indi ndakarota land Lord vachindi bvunza
Tokwidza rent here
Hanzi tokwidza rent here, ndikati

Zviri pa 2
It’s either or vane ma facts or vane makuhwa
It’s either varipa church, varipa ndu-uu
It’s either vanomwa black or vanomwa tumbwa
Zviri pa 2, Zviri pa 2
It’s either gamu ane madhara, ane matumbu
Or it’s either akazorara arikubhandara akasatiudza
Zviri pa 2, Zviri pa 2
Chi chi, Zviri pa 2
Hoyooo


About Zviri Pa 2

Album : Zviri Pa 2 (Single)
Release Year : 2021
Added By : Farida
Published : Dec 23 , 2021

More HOLY TEN Lyrics

HOLY TEN
HOLY TEN
HOLY TEN
HOLY TEN

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2022, We Tell Africa Group Sarl