Ndo Recover Lyrics
Ndo Recover Lyrics by HOLY TEN
Zvikadhakwa sei, ndo recover
Chero zvikadhakwa sei, ndo recover
Ngatinamatei, to recover
Kwete kutsvaga muporofita fake, dzonzi n’anga
Zvikadhakwa sei, ndo recover
Chero zvikadhakwa sei, ndo recover
Ngatinamatei, to recover
Kwete kutsvaga muporofita fake, dzonzi n’anga
Ku packer manyepo kutozonditengesera
Kureva zvirevo kutozoto nyengetera
Mamero, mamero ava vakarerekera
Kune mbeva, takacheme baba takachema isu
Takakwereta, baba takatengesa ivhu
Makati hemheni hallelujah takati iyo proof
Asi kuchema uku kwane nguva handei kumba nekuti
Zvikadhakwa sei, ndo recover
Chero zvikadhakwa sei, ndo recover
Ngatinamatei, to recover
Kwete kutsvaga muporofita fake, dzonzi n’anga
Zvikadhakwa sei, ndo recover
Chero zvikadhakwa sei, ndo recover
Ngatinamatei, to recover
Kwete kutsvaga muporofita fake, dzonzi n’anga
Ndo recover ma points
Mbiri kuna mwari ndivo vakandipa voice
Mbiri kuna mwari ndivo vakandipa choice
Samanyanga, nzou hairemerwe nenyanga dzayo
Chero zvikaoma handimbo quitter
Handisi quitter, I’m a winner
Mpfana wa Jesus yeah yeah
Shumba yema Judah ndinopusha
Hupenyu hukabhutsura handimbonyutura
Zvikadhakwa sei, ndo recover
Chero zvikadhakwa sei, ndo recover
Ngatinamatei, to recover
Kwete kutsvaga muporofita fake, dzonzi n’anga
Watch Video
About Ndo Recover
More HOLY TEN Lyrics
Comments ( 0 )
No Comment yet
You May also Like
Get Afrika Lyrics Mobile App
About AfrikaLyrics
Follow Afrika Lyrics
© 2025, We Tell Africa Group Sarl