HOLY TEN Kudhara Kwangu cover image

Kudhara Kwangu Lyrics

Kudhara Kwangu Lyrics by HOLY TEN


Kudhara kwangu I was prolly really sweet
Ndaitaura nevahnu ndaivakwadza nema speech
Ndaibaya chishanu kunofara kuma streets
Tainwa paraffin
Kujaira kusanwa tea
Ndaimhanya madhiri
Ndaimhanya mhenya maningi
Taitobata basa vachigaya kuti vana vadiki
Ndaizvitaura na chippy
Aindi passer ma tips
Vanhu makaranga nhasi mangwana ato ma greeks
Long story short people change, gen’a
If you can’t see it uri dzenga, dzenga
Who is gonna be there zvaka shaker?
Varikungoda mbiri yandaka  maker nemasinhi andakatenga
And ndakazoona kuti ma zimba anoda prezha
Pasina zvava pledger
All they do is post hundred pictures waka taggwa
Coz munhu wese anoda samaz magevha nema salad
Coz I’m Panasonic pama pics
Rappers catch feeling ana goalie ana keeper
But handidye kumba kwenyu hauna porridge yawandipa
I knew I had a calling that’s why college ndaka skipper
Every morning ndaka sticker ndichitsvaga dhora rakavigwa
Ne muroora akatsiga tiri mumota yaka pimpwa
And I’m sure that makazvinzwa
These days I’m really out of sight
Cos I’m tired of this behavior yema socialites
Vachingomuka vari pa live
Imi muchingomuka munotarisa muchivaraidzwa
Muchivapa time nemazirudo
Vane ma drugs mumusoro
Vane ma drugs mumusoro
Someone’s mother is on the internet
Varikurwa hondo, vakatswamwa busy sending threats
Language yavo, maiwe kani it’s very tense
They can accuse you of a story zvisina evidence
And the corporates don’t care
It’s the controversial people doing projects all year
Something in me got me feeling that is not fair
But ngatichiti, zvamurimi ngatichiombera
Ngatichiombera

Watch Video

About Kudhara Kwangu

Album : Energy (Album)
Release Year : 2022
Added By : Farida
Published : Jun 14 , 2022

More HOLY TEN Lyrics

HOLY TEN
HOLY TEN
HOLY TEN
HOLY TEN

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2024, We Tell Africa Group Sarl