Paroles de Ndokuti Baba
Paroles de Ndokuti Baba Par SEH CALAZ
Vaye vanoti varume imbwa
Pamwe unepawakadzimbwa ooohh hoo
Check check
Ngatimbodzokeramubhaibheri
Mwari vakatanga kusika ani
Vakapa simba rese kunani
Vakabvisa mbavhu yaani ichipihwaa
Ndokuti baba
Ndiwo mutoro watakapihwa
NaMwari kuti munhu wemurume
Wotoshinga uchadya cheziya
Nhangwe zvikanzi zvaarwadzaaa
Nhangwezvikanzi zvoremmaaaa
Haumboovaona vachichemmaaa
Haaaiwa ndokuti Baba
Vanongoti ndazvinzwaaa
Votopindaa mundimaaa
Kushanda semombe
Kushanda sedhongi
Ndokuti Baaba
Kushanda semakaroiwaa
Kushanda sekunge murikushandira Ngozi
Murimusango semuchabaiwaaaa
Zuva nezuva mungori paroad
Kuti muuye nemuriwooo
Kuti tiende kuchikoro oooooohh
Nhasi ndainyoraaaa nziyooooo
Ndotendaa Baba Muri Herooo
Ndotendaa Baba Muri Herooo
Hamuna replacement
Muhupenyu hwangu makakaka matende
Hupfumi kana hurombooo
Mungava mukobvu kana mutetete
Ndimi Baba nyakuberekaaa
Ndarasika neshamhu maindidzoreredza
Apa Rwaivaa ruddooooooo
Hapana chandinoshaya Muripooo
Asi kusa tenda
Huroyi Dhehwa
Huroyi Mhofu
Huroyi Mukanya
aiwa huroyi owhh
Kusatenda Huroyi ashumba
Huroyi chihera
Huroyi madhuvee
Aiwa huroyii woo
Uho uhoooo
Kuti muuye nemuriwooo
Kuti tiende kuchikoro oooooo
Nhasi ndainyoraaaa nziyooooo
Ndotendaa Baba Muri Herooo
Uho uhoooo
Kuti muuye nemuriwooo
Kuti tiende kuchikoro oooooo
Nhasi ndainyoraaaa nziyooooo
Ndotendaa Baba Muri Herooo
Chakakosha kurarama
Zvinotopfura ndarama
Iyo Presence yenyu baba
Kungovapo kwenyu babaaaa
Boyfrend ya mhamha vangu
Mudiwa wamai vangu
Ngezha mdara wangu
Handidi nemi baba
Makandidzidzisaa zvizhinji
Chikuru usafe wabata mbinjiri
Vimba naMwari Ishe tenzi musiki
Chinenge chaauya Pfugaama uzvivhiki
Nhangwe Hondo ikauya ahh
Nhamo ikauyaaaa ahh
Ngazvigumire Pauri uhoo uhoo ehh
Nhangwe Hondo ikauya ahh
Nhamo ikauyaaaa ahh
Ngazvigumire Pauri
Ndokuti baba
Defender mhuri
Ecouter
A Propos de "Ndokuti Baba"
Plus de lyrics de l'album Seh Calaz @ 30
Plus de Lyrics de SEH CALAZ
Commentaires ( 0 )
Aucun commentaire pour l'instant
Vous aimeriez sûrement
Essayez l'application Mobile
A propos de AfrikaLyrics
Suivre Afrika Lyrics
© 2024, We Tell Africa Group Sarl