Paroles de Dai Ndine Mari (Mhamha)
Paroles de Dai Ndine Mari (Mhamha) Par SEH CALAZ
Oh my ohmy ehhaa (Mhaiyoo mhaiyo)
Oh my ohmaayii (Mhaiiyo mhaiyoo)
Yeh eh eh eh eh (Mhaiyooo mhaiyoo)
Mbare me sehhh
Izvezvi pane vakutotandaza
Nyama nemweya zvakutoparadzana
Zvaramba vatadza kuwirirana
Patone vamwewo Vamirira woo mukana
Ndiri kunzwa mhere pane varikuchema
Nherera dzasara murimaaa
Aiwaa haisi choiceee
Pane vasina kuona face kana voice
Asi Imimi mhamha muchingorarama
Matova Gogo vazukuru vaungana
Mwari varikuchengetai murarame
Rufu mhai musarupe mukana
Maakabva neni kuree eh eh
Aya Haasi mambwe
Pandaichema moti ehuwee
Mairara nenzara ndigute
Mhamha daai ndine mari iii
Maisazo suffer zvekare
Ndaikuvakira paharare
Ndaikutengerai ferarii
Mhamha Dai ndine marii
Maisazoshanda zvakare
Mhamha Dai daai
Chandoda kuti mufare
Makandikoshera mhaaamha
Zvinhu zvinondifambiraa mhamhaa
Senge pamunondinamatira
Makomborerera anodiraaa
Amai muri ngirozi
Ngirozi inofamba paroad
Ngirozi yakadzika panyika
Yakauya kuzondivhumbamiraa
Amai muri shamwariii
Shamwari yangu yandinoudzaa zvose
Shamwari isingambondi coste
Ma secret angu isingambomapostee
Amai muri shamwari
Shamwari inoti nangwe zvikaoma mwana wangu iyeye
Monamata Mwari mumureverere
Nhangwe ndikaita mhondi
Nhangwe ndikaita mbavha chero pfambi
Munondimiririra muchiti mwana wangu iye
Ndiwo ka moyoo wekubereka
Nhangwe zvikanzi ndashorekaaa
Zvinorwadza akabereqa
Sekufirwaa newawakabekaaa
Mhamha daai ndine mari iii
Maisazo suffer zvakare
Ndaikuvakira paharare
Ndaikutengerai ferarii
Mhamha Dai ndine marii
Maisazoshanda zvakare
Mhamha Dai daai
Chandoda kuti mufare
Munamato wangu
Imi samai vangu
Ambuya vevana vangu
Dai makomborerwa
Munamato wangu
Ehiyeehh ihh yeeeh
Mwari inzwaii woohhoooohoooowo
Komborerwa Komborerwa
Komborerwai komborerwai
Komborerwai komborerwai Amai
Komborerwai Komborerwai
Komborerwai komborerwai
Komborerwai komborerwai
Mr check check check check
Mhamha daai ndine mari iii
Maisazo suffer zvakare
Ndaikuvakira paharare
Ndaikutengerai ferarii
Mhamha Dai ndine marii
Maisazoshanda zvakare
Mhamha Dai daai
Chandoda kuti mufare
Mama dai ndine mari
Ndai ndine gwal
Ecouter
A Propos de "Dai Ndine Mari (Mhamha) "
Plus de lyrics de l'album Seh Calaz @ 30
Plus de Lyrics de SEH CALAZ
Commentaires ( 0 )
Aucun commentaire pour l'instant
Vous aimeriez sûrement
Essayez l'application Mobile
A propos de AfrikaLyrics
Suivre Afrika Lyrics
© 2024, We Tell Africa Group Sarl