VOLTZ JT Muchiround cover image

Muchiround Lyrics

Muchiround Lyrics by VOLTZ JT


Hanzi hoo wait, hoo wait
Hoo makasa, hoo
Pfura nemuraini uchiona kuti vamwe vari bho
You could lose people and hazvitombotore day
Inini i lost people and i started hanging out nevanhu va New One
Then vakutotanga kuita maskiri ma New One
But Haisi pressure, ndovasiya vachirwa hondo varipaPhone (hondo varipaPhone)
Coz inini I’m busy kuita kunge munhu anemaDon plus mukadzi (Painful)
Mabasa haasi kubatika paTown (Painful)
Time yavawandira yekutsvaga kuti mukomana ari papi (mukomana ari papi)
Ey batika muchiround (batika muchiround)
Unondiwana ukango batika muchiround
Ucha explainer zvawaitaura tava paGround
(Batika muchiround, batika muchiround)

Unondiwana ukango batika muchiround
Ucha explainer zvawaitaura tava paGround batika muchiround)
Unondiwana ukango batika muchiround (batika muchiround)
Ndobuda muchiround 2 minutes ndodzokera muchiround
I’m not the type ino voicer voicer ichitemba nemaCrowds
Ndogona kuita zii but moMoves ariLoud
Gen’a riri proud
Gen’a rese riri proud
Vakuda kutipedza by force
Coz patakapinda takapinda by force
They act as if isusu takahwina vaita loss
They act as if isusu patakapinda havasirivo vaititsvaga
Vachizviita tuma besty turi close and stuff
Handichaite zvima link zvisina basa
NdakuLinker nemaBhiridha
MaGees anopedza Loaf
Tabuda muchiround vachandivakira ziDen rine maFloors
maFloors akawanda kupfuura one
NdaLinker nema Rasta hanzi iwewe une four maSongs but still wavapinza pamaOne
So Ice Cream nech.. ukudei?
Mukomana ari sober ane Bhama on the way
Mwari nzwirai tsitsi to those who sacrifice their friends for the fame
Musaite ndivapedzere tuhasha tweDepression
Hamuchazi maGee mava maTeacher
Makutidzidzisa maLesson
Manje mucharwa mega muri paPhone
Coz inini I’m busy kunge munhu ane maDon plus mukadzi (Painful)
Mabasa haasi kubatika paTown (Painful)
Time yavawandira yekutsvaga kuti mukomana ari papi (mukomana ari papi)
Ey batika muchiround (batika muchiround)
Unondiwana ukango batika muchiround
Ucha explainer zvawaitaura tava paGround
(Batika muchiround)

Kelxfy

About Muchiround

Album : Muchiround (Single)
Release Year : 2022
Added By : Farida
Published : Jan 26 , 2022

More VOLTZ JT Lyrics

Comments ( 0 )

No Comment yet


Kelxfy

About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2022, We Tell Africa Group Sarl