
Zama Lyrics
Zama Lyrics by TOCKY VIBES
Usaputse chirongo, wasvika patsime
Hurombo hurombo (heya), Uhanzwa ndati
Kwandabva kwava kure
Handidzonki ndakadai kumba
Ndofanira kuhwina
Saka ndichiramba ndichizama
Randinoda, rikatsamaya ndinoritsoma
Ramangwana racho
Ndoramba ndichitvaga ndichariwana, ndaneta
Nekufamba neminamato muchikwama, eheka
Ndoda kuhwina koramba ndichizama
Hurombo hurombo (heya)
Nekuda kwahurombo (oh ah)
Ndiri lonely
Ndangova lonely
Kana shamwari dzangu dzahattiza (kurova kweza)
Ndiri lonely
Ndangova lonely
Kunyangwe hama dzangu dzirikutiza
Ukanzwa ndati, kwandabva kwava kure
Handidzoki ndakadai kumba
Ndofanira kuhwina
Saka ndichiramba ndichizama
Randinoda, rikatsamaya ndinoritsoma
Ramangwana racho
Ndoramba ndichitvaga ndichariwana
Tose tokuda, asi wakada nhingi
Ukandiramba, mari mari mari oh
Tose tokuda, asi wakada nhingi
Ukandiramba
Ndiri lonely
Ndangova lonely ho ah he
Kwandabwva kwava kure
Handidzoki ndakadai kumba
Ndofanira kuhwina
Saka ndichiramba ndichizama
Randinoda, rikatsamaya ndinoritsoma
Ramangwana racho
Ndoramba ndichitvaga ndichariwana
Watch Video
About Zama
More TOCKY VIBES Lyrics
Comments ( 0 )
No Comment yet
You May also Like
Get Afrika Lyrics Mobile App
About AfrikaLyrics
Follow Afrika Lyrics
© 2025, We Tell Africa Group Sarl