Ndide Ndide Lyrics by TOBZMAN


(Bri beng beng) Cvp
(Bri beng beng)
 
Iyee Heeee,ooh na na ndiniTobz wemakalalalai
Iyee yee eeh
 
Hesi mwanasikana ndeipi urisei
KaLife kako karisei sei
Zita rangu inini ndinonzi Tinei
Ndinobva kuZimbambwe kumaZvikadei
 
Alright ok,nhai iwe Maidei
Pakati peCoke neFanta unodei
Toenda MaSpar here kana kuti maOK
Shuwa shuwa nditori serious Maidei
 
Haai"Koiwewe unobvepi
Koapa urikuendepi
Haudi here ndikuperekedze babe
Nerunako rwako wega hazvizodi
 
Plus body yako ndoifarira
Face yako ndoifarira aah
Babe ndikutogaira
Hana yangu yarova dai wandidaira
 
Mwanasikana ndide ndide (Haa ndide ndide)
Tsvarakadenga ndide ndide (Haa ndide ndide)
Ndidee ndinokumbira undidewo (Haa ndide ndide)
Ndidee ndinokumbira undidewo (Haa ndide ndide)
 
Pandakuona wandivhiringa pfungwa
Waita ndichinje pfungwa
Ndaida Kuita Fata asi handichada
Nekuda kwerunako rwako ini handichada aaah
 
Can I be your  man yee
Lemme be your man yee
Haudi here tive bhurugwa nebhande
Tiritega tichitamba chamuhwande hwande
 
Ndinokumbira mukana undipo
Chandinoshuwira kwauri rudo
Ndinokumbira mukana undipo
Chandinoshuwira kwauri rudo oo oh
 
Mwanasikana ndide ndide (Haa ndide ndide)
Tsvarakadenga ndide ndide (Haa ndide ndide)
Ndidee ndinokumbira undidewo (Haa ndide ndide)
Ndidee ndinokumbira undidewo (Haa ndide ndide)
 
Haa ndide ndide
Boompaa
Haa ndide ndide
Ndidee ndinokumbira undidewo (Haa ndide ndide)
Ndidee ndinokumbira undidewo (Haa ndide ndide)


About Ndide Ndide

Album : Ndide Ndide (Single)
Release Year : 2021
Added By : Tobzman
Published : May 31 , 2021

More TOBZMAN Lyrics

TOBZMAN

Comments ( 0 )

No Comment yet

See also



You May also Like



Get Afrika Lyrics Mobile App

About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2021, We Tell Africa Group Sarl