Kuteera Lyrics by TAMY MOYO

Uchandiona
Uchandiona ndirimo
Munzira mangwana

Ukafunga kundikanyaa
Uchandinzwa ndichiridza mhere kachana

Don't wanna be away from you
Am looking at your level too
Am ready that I keep my cool boo
Ndabaikana neshungu

Do you like it when you my addiction
You work your body id not your intention
Unondida that is my prediction
Did I mention, Did I mention

Teerere
When you see me unomerera
Out of words unopererwa
Pairwadza panoserera

I swear the love is in the air, in the air
Whenever you go you will find me there

Magumo ndinoenda, Kuteera kuteera iwe
Zvinoda moyo muchena, Kuteera kuteera iwe
Pandakata handichada, Kuteera kuteera iwe
Ndaitoreva nhema, Kuteera kuteera iwe

Magumo ndinoenda, Kuteera kuteera iwe
Zvinoda moyo muchena, Kuteera kuteera iwe
Pandakata handichada, Kuteera kuteera iwe
Ndaitoreva nhema, Kuteera kuteera iwe

Zvakaramba kusiyana
Dai ndiri shiri ndaipinda
Mumakore ndatadza kukanganwa
Uchawana ndati pfacha pfacha
Rimwe gore nyaya yanesta muchimana
Ndini ndanga ndati katarasima
Newe chakatyokera muhana

Chakaramba chati
Tsika tsika tsika newe zvinobaya kunge banga
Zvina ndinopona muneino
Nyika ino here zvondoita muranda
Moyo wakanomera mutsineree, mutsine
Hmmmm wakanamira mutsineree, mutsineree

Hmmmm Uchandiwanaa
Uchandinzwa ndirimo munzira magwana
Hmmmmm ukafunga kundikanya
Uchindinzwa ndichiridza
mhere kachana

Dzimwe nguva, dzimwe nguva
Rudo runokunda ngoma
kurira uchindiona rimwe zuva
Kamuendero kacho kutakura nemoyo

Pakuguma pakuguma, moyo
Zvichida denga richazaruka
Ndichakuona rimwe zuva
Pamwe pacho panoda
Kubvumirana nemoyo

Dzimwe nguva, dzimwe nguva, nemoyo
Rudo runokunda ngoma
kurira uchindiona rimwe zuva
Kamuendero kacho
Kutakura nemoyo

Pakuguma pakuguma, Moyo
Zvichida denga richazaruka
Ndichakuona rimwe zuva
Yeaaahh heeyyiii

Magumo ndinoenda, Kuteera kuteera iwe
Zvinoda moyo muchena, Kuteera kuteera iwe
Pandakata handichada, Kuteera kuteera iwe
Ndaitoreva nhema, Kuteera kuteera iwe

Magumo ndinoenda, Kuteera kuteera iwe
Zvinoda moyo muchena, Kuteera kuteera iwe
Pandakata handichada, Kuteera kuteera iwe
Ndaitoreva nhema, Kuteera kuteera iwe

Heeeyee Heeeyee
Heeeiiyeee Heeeiiyeee
Heeeiiyeee Heeeiiyeee
Kuteera Kuteera iwe

Watch Video

About Kuteera

Album : Kuteera (Single)
Release Year : 2020
Copyright : (c) 2020
Added By : Huntyr Kelx
Published : Sep 02 , 2020

More TAMY MOYO Lyrics

Comments ( 0 )

No Comment yet

See also



You May also Like



Get Afrika Lyrics Mobile App

About AfrikaLyrics 

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2020, New Africa Media Sarl