Dubai Lyrics by NASHIE ZIM


Zita rangu ndonzi nox 
Mr too much ohh !ooh !

Nanhasi inini ndinobvunza kuti chiiikooo hana kurova ufungee
Wakandida ndakadaro pasina kuti piipooo hana hurova ufunge
Ende haungo popota popota unotaura neni  zviri soft
Haungo rotomo rotomoka unotaura neni zviri soft
Ndicha yenda neni ku Dubaï landon, peris amai
Ticha penya kunge chitaitai saka gara wavandza dzikamai

Two tiri two tichaenda dubai tiri two tonoona London, peris
Tichaenda zvedu dubai tiri two 
Two tiri two tichavaka imba tiri two 
Tonoona london, peris tichavaka imba isu tiri twooo
Uuhwee uhwee aah huuweee huuwee
Ruree ruree aah ruree ruree

Kwese kwawi shuviraaaa ndichaenda neweee
Nzwimbo dzawai ngorota ndichaenda newee eeyiii 
Andizadzisa ndiwe andikoshesa ndiwe
Andinunura ndiwee mugotaaaa babie
Wati ndichadeiko ndineweee
Kwese kwaunoda tichazndaaa chero ku dubai tiri two
Tichaenda zvedu Dubai tiri two heeey 
Dubai tiri two heeey 
Dubai tiri two heeey 

Ticha vakaimba tiri two 
Ticha vakaimba tiri two 
Eeeyiii tichavaka imba isu tiri two imbaa isu tiri twooo

Nanhasi inini ndinobvunza kuti chiiikooo hana kurova ufungee
Wakandida ndakadaro pasina kuti piipooo hana hurova ufunge
Ende haungo popota popota unotaura neni  zviri soft
Haungo rotomo rotomoka unotaura neni zviri soft
Ndicha yenda neni ku dubai landon, peris amai
Ticha penya kunge chitaitai saka gara wavandza dzikamai

Two tiri two tichaenda Dubai tiri two tonoona London, peris
Tonoona London, Paris 
Tichaenda zvedub Dubai tiri two 
Tichavaka imba isu tiri twooo yeeeeiiii 
Ticha vakaimba isu tiri twoo ooh !ooh !ehh 
Timba isu tiri twoo 
Huwee huwee aah huwee huwee
Ruree rureee aah ruree rureee ooh !ooh

Watch Video


About Dubai

Album : Dubai (Single)
Release Year : 2021
Added By : Farida
Published : Sep 27 , 2021

More NASHIE ZIM Lyrics

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2023, We Tell Africa Group Sarl