ICE QUENCHY  Cherechedza cover image

Cherechedza Lyrics

Cherechedza Lyrics by ICE QUENCHY


Iiiiii Iiiiii hiiiiii
Kwedu Gweru Boys
Ice Ndini (Quenchy) Iiiiii
Washaa T (Washaa T on the beat Babe)
Aaaah Haaa Haaaa (Iiiiii)
Iheeee (Iiiiii Iiiiii hiiiiii) Iheeee

Ukanyatso cherechedzaaaa
Uyu mwana akanyanya munakiro
Ukangomu cherechedzaaaa
Uyu mwana akanaka pachimiro
Saka Cherechedza (Honai )
Cherechedza (Honai Honai Honaiwo)
Cherechedza (Honai)
Cherechedza ( Honai Honai Mwana uyo)
Cherechedza (Honai )
Cherechedza (Honai Honai Honaiwo)
Cherechedza (Honai)
Cherechedza (Honai Honai Mwana uyo)

 Cherechedza when she pull up (Pull Up)
Muma Streets ano ruler (Ruler)
Skin bhoe kunge mvura (Mvura)
Ka life bhoe kane mula (Kane mula)
Ka Yellow borne Body bhoe
Paanosvika munoita ka noise (Ahaaa)
Uyu mwana ane ngozi (Heeee)
She demn pretty She got the assets
Look at the way She walkin (Walkin Walkin)
Anofamba Toti toti ( Toti toti)
Gweru, Masvingo Mutare (Aaaah)
Anyararidza neHarare (Harare)
Kadoma, Chegutu Kariba (Yeeh)
Vic Falls nekuBinga (Aaahaaa)
Splendid got the Guccie price (Hona )
She came from Bulawayo (Buluweyo)
Tarisa booty ne bonate Aaaah
Haihwaa ane token
Anobva kudenga denga (Kudenga)
Kudenga denga (Kudenga)
Kudenga kudenga denga (Kudenga)
Kudenga denga (Kudenga)
 Kudenga

 Ukanyatso cherechedzaaaa
Uyu mwana akanyanya munakiro
Ukangomu cherechedzaaaa
Uyu mwana akanaka pachimiro
Saka Cherechedza (Honai )
Cherechedza (Honai Honai Honaiwo)
Cherechedza (Honai)
Cherechedza ( Honai Honai Mwana uyo)
Cherechedza (Honai )
Cherechedza (Honai Honai Honaiwo)
Cherechedza (Honai)
Cherechedza (Honai Honai Mwana uyo)

 Hwe maihwee ndoenda ini (Ndoenda ini)
Ndoenda nerudooo (Rudooo)
Baba hoo ndoenda ini (Ndoenda ini)
Ndoenda nerudo (Rudoooo)
Anovharisa maGhetto (Ghetto)
Anongopfeka ma Label (Label)
Ndomuda ari pedyo (Yeeeh)
Uyu Malaika ndoda kuroora ini (Haaaaaa)
Vimbai naye haazi Zimuto uyu (Aaaaah Haaaaa)
Mangwana imi hamuzonyara (Aaah iwe ndoenda)
(Oooow Hooo Ooooow)
Ndichaunza huku nemombe (Yeeeh )
Pamwechete ka neGondo (Negondo)
Makumi mashanu epond (Epondo)
Neinozadza chirongo (Iweee)
Tonoona tete na mbuya kuraini (Yaaah)
Mukamubata mafa imi (Mafaaa)
Garai mese musamuramba (Noo)
Tambai mese musamukanya (Ya ya )
Ukacherechedzaaaa (Ya ya yaaa ya yaaah)
Iweee ukacherechedzaa (Ya ya ya ya)
(Oooow Wooo ooo)

 Ukanyatso cherechedzaaaa
Uyu mwana akanyanya munakiro
Ukangomu cherechedzaaaa
Uyu mwana akanaka pachimiro
Saka Cherechedza (Honai )
Cherechedza (Honai Honai Honaiwo)
Cherechedza (Honai)
Cherechedza ( Honai Honai Mwana uyo)
Cherechedza (Honai )
Cherechedza (Honai Honai Honaiwo)
Cherechedza (Honai)
Cherechedza (Honai Honai Mwana uyo)

Watch Video


About Cherechedza

Album : Cherechedza (Single)
Release Year : 2022
Added By : Simbarashe Mwape
Published : Sep 22 , 2022

More ICE QUENCHY Lyrics

ICE QUENCHY

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2022, We Tell Africa Group Sarl