HOLY TEN Ndaremerwa cover image

Ndaremerwa Lyrics


  Play Video   Watch Video   Correct  

Rap

Ndaremerwa Lyrics by HOLY TEN

I'm texting Britezha like wangu madii?
He's texting me back like what's happening my G?
Seiko madhiri, seiko circle, seiko, sei ngoma dziya?
These days ukutambira kupi?
Cash talk mahwambi pa town
These days hazvina kumira mushe
Graduate rahwandisa gown
Ndoyacho hazvidi kuti apuse (ndoyacho, ndoyacho)
Pakutoda grind over prezha
Pakutoda mind over metal
Pakuda kutomukira town uchifamba
Uchiratidzawo kuti wageza
Pakutoda Jesu apa, pakutoda Jesu apa, amen!
Amen, pakutoda gemenzi
Pakutoda patience, emergency
Ndaremerwa, aiwa ndaremerwa

To anybody still in form 2
Verything you learn is not true
If anything you learn has no proof
Then everything you learn has no use
Sha, tese takadzidza ne shasha
Tese tikadzika neshasha
Sichaz yakatanga kungopisa
Tese tikabvisa mabhachi apa

Rasta, pamba pano shuga yakapera
Hapana achandibvunza kwandaswera
Ndichangoti 'wangu pane njuga dzandapeta'
Izvo pana kuhle vanda searcher
Mangwana ndakamuka ndakaneta
Ichamba chandakweva chasangana neguka randasveta
Yatongova gukamakafella
Dai matogara guva makachera
Dakuona prophet
Ngavambondinhongera tsono, dakusona pocket
Daku choker shortage, dakubvawo pa cottage
Monaz dakudyawo ma sausage (monaz dakudyawo ma sausage)
Yatongova gukamakafella
Dai matogara guva makachera

Watch Video

About Ndaremerwa

Album : Ndaremerwa (Single)
Release Year : 2020
Added By : Farida
Published : Sep 07 , 2020

More HOLY TEN Lyrics

HOLY TEN

Comments ( 0 )

No Comment yet

See also



You May also Like



Get Afrika Lyrics Mobile App

About AfrikaLyrics 

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2020, New Africa Media Sarl