
Maita Basa Baba Lyrics
Maita Basa Baba Lyrics by GEMMA GRIFFITHS
Ndini gemma
Wasvika munamato wedu
Manzwa kuchema kweddu
Mapinddura munamato wedu
Marawa hondo dzedu
Tiri kushaina nemi
Baba tirikufamba nemi
Ndimi mwari wedu ndimi
Hakuna mumwe wakaita semi
Maita basa baba
Maita basa baba
Maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa
Maita basa baba
Maita basa baba
Maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa
Nzira dzedu dzachena
Mabva matotisetera pena
Satan achera mwena
Atiza ananga gehena
Saka Hallelujah Hallelujah Hallelujah
Tina makomborero
Maita basa baba
Maita basa baba
Maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa
Maita basa baba
Maita basa baba
Maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa
Wasvika munamato wedu
Manzwa kuchema kweddu
Mapinddura munamato wedu
Marawa hondo dzedu
Tiri kushaina nemi
Baba tirikufamba nemi
Ndimi mwari wedu ndimi
Hakuna mumwe wakaita semi
Maita basa baba
Maita basa baba
Maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa
Maita basa baba
Maita basa baba
Maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa
Maita basa baba
Maita basa baba
Maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa
Maita basa baba
Maita basa baba
Maita basa baba
Pamatisvitsa pamatiyambutsa
Watch Video
About Maita Basa Baba
More GEMMA GRIFFITHS Lyrics
Comments ( 0 )
No Comment yet
You May also Like
Get Afrika Lyrics Mobile App
About AfrikaLyrics
Follow Afrika Lyrics
© 2025, We Tell Africa Group Sarl