Winner Lyrics
Winner Lyrics by GARRY MAPANZURE
Tikavhura magwaro
Nyangwe vatsvene vanga vakaomerwa
Pamwe iwe une the biggest smile ukurwadziwa
Tikavhura magwaro
Nyangwe vatsvene vanga vakaomerwa
Pamwe iwe une the biggest smile ukurwadziwa
Hona
VaIsirari MuEgypita
Adam naEve muGarden
90 Sarah Barren
Jesu kuraswa naJudas
ko Jesu Uyo
Hauzvinzwisise Asi
Zvichanaka chete
Zvinobuda chete
UnoWinner chete
Hauzvinzwisise Asi
Zvichanaka chete
Zvinobuda chete
UnoWinner chete, Chete Ohh
Uno Winner Chete Ohh
Uno Winner Chete
Zvoita kunge zvakambolocker
Zvoita kunge wakatotukwa
Zvoita kunge pane veJuju vakajunga
Zvoita kunge zvakambolocker
Zvoita kunge wakatotukwa
Zvoita kunge pane veJuju vakajunga Asi Hona
VaIsirari MuEgypita
Adam naEve muGarden
90 Sarah Barren
Jesu kuraswa naJudas VaIsirari MuEgypita Adam naEve muGarden
90 Sarah Barren
Jesu kuraswa naJudas Ko Jesu uyo
Hauzvinzwisise Asi Zvichanaka chete Zvinobuda chete
UnoWinner chete Hauzvinzwisise Asi Zvichanaka chete Zvinobuda chete
UnoWinner chete Chete Ohhh
Ndino Winner Chete Ohhh
Ndino Winner Chete Warwadziwa mwana wevhu
Watambura mwana wevhu Washingirira
Mwana wevhu Wamira negumbo one seJongwe Vakamirira kuti udone
Ucha Winner (Ku Winner)
Ndiri Winner (A Winner)
Ucha Winner (Ku Winner)
Ndiri Winner (A Winner)
Ucha Winner (Ku Winner)
Ndiri Winner (A Winner)
Ucha Winner (You say)
Ndiri Winner
Hauzvinzwisise
Zvichanaka chete
Zvinobuda chete UnoWinner chete
Hauzvinzwisise Asi Zvichanaka chete Zvinobuda chete
UnoWinner chete Chete
Ku Winner A Winner Ku Winner A Winner
Watch Video
About Winner
More GARRY MAPANZURE Lyrics
Comments ( 0 )
No Comment yet
You May also Like
Get Afrika Lyrics Mobile App
About AfrikaLyrics
Follow Afrika Lyrics
© 2024, We Tell Africa Group Sarl