...

Paroles de Crisis Par VOLTZ JT


Salary dzedu

Hadzambochinja but still mu kukwidza ma prices

Business redu

Dai takatanga nemari dzakaenda ku school fees

Business ravo

Kwakutongo kuvhura ma church vomira pa pulpit

Then votaura ne ndimi

Coz mari dzavo ndimi

Minamato yedu

Nei ichiwanda patenge tavingwa ne crisis

Minamato yedu

Nei ichiwanda patenge tavingwa ne crisis

Shamwari dzedu

Musazotiza kana tavingwa ne crisis

Shamwari dzedu

Shamwari dzedu

Painful but hapana ma paraset

Tonaz ndakamirira chero zhet

Mornaz ndonotanga ne soccer bet

Deepaz ndine hembe mu duffle bag

Mfac wema phone nhasi

Mangwana akutengesa jecha ne rhinoset

Mfac wepa next pangu

Akabaya Joza kuti zvinhu zvimaker sense

Muraini medu

Havachanyare kuba nekutsoma ma underage

Muraini medu

Hatichashandise age kuverenga mileage

Problem yedu

Tikuenda public takapfeka zve private

Problem yedu

Tinongo crammer masinhi hatibate ma concept

Nhasi matengesa Joseph

Mangwana amuka aking wenyu

Saka idai vavengi venyu

Coz pamwe ndopane mari dzenyu

Muraini medu pandovalinka vanondifungidza signal

Paya mairevei jahman

Pamaiti ine basa rei

Salary dzedu

Hadzambochinja but still mu kukwidza ma prices

Business redu

Dai takatanga nemari dzakaenda ku school fees

Business ravo

Kwakutongo kuvhura ma church vomira pa pulpit

Then votaura ne ndimi

Coz mari dzavo ndimi

Minamato yedu

Nei ichiwanda patenge tavingwa ne crisis

Minamato yedu

Nei ichiwanda patenge tavingwa ne crisis

Shamwari dzedu

Musazotiza kana tavingwa ne crisis

Shamwari dzedu

Shamwari dzedu

Anywho takadzoka pa drawing board

Mwari ndoda kukutendai ne voice box

Coz ndiro radhindisa invoice

Plus ndiro radhindisa passport

My DM got competition

If you say uri bhiza then hande ku racecourse

I'm looking for peace

Most of ma 2ks vanonetsa kunge transport

Saka ndapfeka ma airpods handichanzwa

I know vakazvimba kubuda matama se airforce vatsamwa

Mari dzikuenda ku beers tangai business chamhamha

mari dze valentines itai ka marooro chamhamha

Sevai salary

Sevai salary coz vakwidza ma prices

Salary dzedu

Hadzambochinja but still mu kukwidza ma prices

Business redu

Dai takatanga nemari dzakaenda ku school fees

Business ravo

Kwakutongo kuvhura ma church vomira pa pulpit

Then votaura ne ndimi

Coz mari dzavo ndimi

Minamato yedu

Nei ichiwanda patenge tavingwa ne crisis

Minamato yedu

Nei ichiwanda patenge tavingwa ne crisis

Shamwari dzedu

Musazotiza kana tavingwa ne crisis

Shamwari dzedu

Shamwari dzedu

Ecouter

A Propos de "Crisis"

Album : (Single)
Année de Sortie : 2025
Copyright :
Ajouté par : Farida
Published : Apr 24 , 2025

Plus de Lyrics de VOLTZ JT

Commentaires ( 0 )

Aucun commentaire pour l'instant



A propos de AfrikaLyrics

Afrika Lyrics est la plus large collection de paroles de chansons et de traductions d’Afrique. Afrika Lyrics fournit les paroles des musiques de plus de 30 pays africains et des traductions de lyrics de plus de 10 langues africaines en français et en anglais.

Suivre Afrika Lyrics

© 2025, We Tell Africa Group Sarl