Paroles de Hello Mwari
Paroles de Hello Mwari Par JAH MASTER
Skendeleee Chillspot
Naiyendeleee
Jah Master pon di session
Kurungai kurungai kurungai
Kurungai ndiani
Asi Rasta imi mave kumhanya bani
Haasi mafani
Ndinonzi baba Tichafa kana kuti Jordan
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndovabvomvera
Kuti “Hello Mwari”
Pane vanhu vari kunditsara mari
Musapindire iFreestyle
Asi dai yanga iri spiritually (Aah)
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvopfera
Ndakavasetera gokora
Huchi ndakamora
Vachaona hora
Vachatsenga sora
Ngoma ndakatemwa nyora ini
Vachatorwadziwa havasati vapora
Ngoma tine bhaibheri
Takadzinamatira kutemberi
Chishuwoo, tiende mberi
Kuti mangwana tisazoperi
Aah Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndovabvomvera
Kuti “ Hello Mwari”,
Pane vanhu vari kunditsara mari
Musapindire iFreestyle
Asi dai yanga iri spiritually (Aah)
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera
Saka ndati
Chinzwa prat
You know what
Ndiri mbinga inini handina Bugatti
Tarira chiSkin ndinoyera vhati
Ingoma mnandi
Vandiona ndichifamba
Ndichifamba ndichitamba
Zvikanzi uyu anoshainaa
Vandiona kumashure
Vakati, zvikanzi anofamba achiwaina.
Aah Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndovabvomvera
Kuti “ Hello Mwari”,
Pane vanhu vari kunditsara mari
Musapindire iFreestyle
Asi dai yanga iri spiritually (Aah)
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera
Ndakavasetera gokora
Huchi ndakamora
Vachaona hora
Vachatsenga sora
Ngoma ndakatemwa nyora ini
Vachatorwadziwa havasati vapora
Ngoma tine bhaibheri
Takadzinamatira kutemberi
Chishuwoo, tiende mberi
Kuti mangwana tisazoperi
Aah Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndovabvomvera
Kuti “ Hello Mwari”,
Pane vanhu vari kunditsara mari
Musapindire iFreestyle
Asi dai yanga iri spiritually (Aah)
Vari kufunga kuti zvopera
Manje Mwari wangu ndongovabvomvera
Ecouter
A Propos de "Hello Mwari"
Plus de Lyrics de JAH MASTER
Commentaires ( 0 )
Aucun commentaire pour l'instant
Vous aimeriez sûrement
Essayez l'application Mobile
A propos de AfrikaLyrics
Suivre Afrika Lyrics
© 2024, We Tell Africa Group Sarl