
Paroles de Ndikanamata
...
Paroles de Ndikanamata Par HOLY TEN
He, haiwa ndoenda mberi
Ndikanamata
Ndikamata ndoenda mberi
Ndikakamata ndoenda ne win
Chero ikataka zhara, ndoita zveginya
Ndikanamata ndoenda mberi
Ndikamata ndoenda mberi
Ndikakamata ndoenda ne win
Chero ikataka zhara, ndoita zveginya
Ndikanamata ndoenda mberi
Ndikamata ndoenda mberi
Ndikakamata ndoenda ne win
Chero ikataka zhara, ndoita zveginya
Ndikanamata ndoenda mberi
Ndikamata ndoenda mberi
Ndikakamata ndoenda ne win
Chero ikataka zhara, ndoita zveginya
Ndikanamata ndoenda mberi
Ukanamata zvoita feli
Hmmm, ah unoenda mberi
Level rekubaka baka zvoita eriya
Takamakwa toenda ne win
Kumukira kuchema
Kutumbura pano mhunzwa
Kuchirema, makamati ndinokuda
Jerusarema makati tinomusha
Toenda mberi
Ndikamata ndoenda mberi
Ndikakamata ndoenda ne win
Chero ikataka zhara, ndoita zveginya
Ndikanamata ndoenda mberi
Ndikamata ndoenda mberi
Ndikakamata ndoenda ne win
Chero ikataka zhara, ndoita zveginya
Ndikanamata ndoenda mberi
Ndikamata ndoenda mberi
Ndikakamata ndoenda ne win
Chero ikataka zhara, ndoita zveginya
Ndikanamata ndoenda mberi
Ndikamata ndoenda mberi
Ndikakamata ndoenda ne win
Chero ikataka zhara, ndoita zveginya
Ndikanamata ndoenda mberi
Baba isu hatina ngoda
Tiri maroja
Mukadzima torch roita rima roga
Ndigodzimaidzwa (se rema, se rema)
Ah pakufamba ndega
Handidi ndapota vandisveta
Thadzichina ropa ndaterereka
Ndoda kuberekwa ndoenda nemi
Ndikamata ndoenda mberi
Ndikakamata ndoenda ne win
Chero ikataka zhara, ndoita zveginya
Ndikanamata ndoenda mberi
Ndikamata ndoenda mberi
Ndikakamata ndoenda ne win
Chero ikataka zhara, ndoita zveginya
Ndikanamata ndoenda mberi
Ecouter
A Propos de "Ndikanamata"
Plus de Lyrics de HOLY TEN
Commentaires ( 0 )
Aucun commentaire pour l'instant
Vous aimeriez sûrement
Essayez l'application Mobile
A propos de AfrikaLyrics
Suivre Afrika Lyrics
© 2025, We Tell Africa Group Sarl