
Paroles de Usanetseke
...
Paroles de Usanetseke Par GEMMA GRIFFITHS
Mazuvano wanyanya kushushi kana
Mazuvano urikundi fonera zvakanyanya
Mazuvano hauvimbe neni zvakakwana
Ndaiwandi pamukana
Ndireve zvirimuhana
Hapana hapana
Pananga ndidawo sewe
Havana Havana
Kana door newe
Usandidaro
Ndirikuzama kumaneja
Nguva yandinayo
Ita moyo munyoro zvimwe hazvidinharo
Hazvisi easy
Pamwe ndiri busy
But Baby believe me
You’re my only one
Usanetseke baby
Usanetseke love
Don’t want no other baby so
Usanetseke love
Unoti zvakaoma kudanana ne celebrity
Wakuti zvakaoma
Vakomana kutumira mamessage
I ain’t here wasting time
Ain’t got another lover on my mind
Trynna spend his money trynna pour me wine
Don’t worry I make mine
Usandidaro
Ndirikuzama kumaneja
Nguva yandinayo
Ita moyo munyoro zvimwe hazvidinharo
Hazvisi easy
Pamwe ndiri busy
But Baby believe me
You’re my only one
Usanetseke baby
Usanetseke love
Don’t want no other baby so
Usanetseke love
Usanetseke love
Usanetseke love
Usanetseke love
Ecouter
A Propos de "Usanetseke"
Plus de Lyrics de GEMMA GRIFFITHS
Commentaires ( 0 )
Aucun commentaire pour l'instant
Vous aimeriez sûrement
Essayez l'application Mobile
A propos de AfrikaLyrics
Suivre Afrika Lyrics
© 2025, We Tell Africa Group Sarl