CROOGER Jenjere cover image

Jenjere Lyrics

Jenjere Lyrics by CROOGER


Ndenge ndina who
Ndenge ndina kikky
Tenge takatyora mugusheshe ra Richie
Ndenge ndina who
Ndenge ndina kikky
Tenge takatyora mugusheshe ra Richie

Jenjere, jenjere
Hustle ndoripusha kunge jenjere
Handipotsi pena john ndisetere
Vese vanovenga handiterere
Jenjere, jenjere
Hustle ndoripusha kunge jenjere
Handipotsi pena john ndisetere
Vese vanovenga handiterere

Ndongoda ka positive vibe
Ndongoda ka positive vibe
Pandinenge ndichitsvaga bag
Ndongoda ka positive vibe
Ndongoda ka positive vibe, ndichaita munikwi
Dirirai mvura vakomana ava
I’ve seen a chase i donno why they hate me
Vanoda ndinhujure vakomana ava
Ndiripamakata lower gear, I’m engaging
Ndichikwidza mukwidza no going back
Ndichazorora ndakita shoutout to the Lord vandichenesera nzira
Get my hands dirty hupenyu hwangu ndobhiridha aaa

Jenjere, jenjere
Hustle ndoripusha kunge jenjere
Handipotsi pena john ndisetere
Vese vanovenga handiterere
Jenjere, jenjere
Hustle ndoripusha kunge jenjere
Handipotsi pena john ndisetere
Vese vanovenga handiterere

Haa aaah
Ndenge ndina crooger, na kid, na patty
School niggaz hard kunge fees kashagi
Ndenge ndiripa tour ndichimwa tea ndina tammy (na tammy)
Ponchulater, ndova ponchulater
Varikukuta and i’m still samanyanga sounds eeh
And I’m still tanganda irie mumarounds
Coz ndenge ndamwa tea, so ndovhunduka chii
Iwee hey

Jenjere, jenjere
Hustle ndoripusha kunge jenjere
Handipotsi pena john ndisetere
Vese vanovenga handiterere
Jenjere, jenjere
Hustle ndoripusha kunge jenjere
Handipotsi pena john ndisetere
Vese vanovenga handiterere

Kelxfy

About Jenjere

Album : Jenjere (Single)
Release Year : 2022
Added By : Farida
Published : Feb 04 , 2022

More CROOGER Lyrics

Comments ( 0 )

No Comment yet


Kelxfy

About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2022, We Tell Africa Group Sarl