VOLTZ JT Pfuurai Nekuno Pt 2 cover image

Pfuurai Nekuno Pt 2 Lyrics

Pfuurai Nekuno Pt 2 Lyrics by VOLTZ JT


Inga mablesser magoonz
Magoonz abuda muhood
Magoonz akumover kuUptown
Magoonz mambopfuura nekunoku
Magoonz mambopfuura nekunoku
Mageez akuflexer pagram
Mageez akuflexer pa IG
Vachitishower ma wheels
Vachitishower ma 3 plates
Dai mambopfuura nekunoku
Dai mambopfuura nekunoku

Isusu hatubude murace
Isusu tofira mu race
Ma cowards ndoanobuda mu race
Kana uchinfunga wadyiwa
Iwe usaty wadyiwa
Then wagara wadyiwa
 Gara waziya ma do’s and donts
Kwete kuzoposter tumaquotes
Unoona inini I read a lot of minds
Unoona inini cocaine I don’t
Unoona inini mastones I don’t
Imbonditengera two maquartz sable
Unenge wasimbisa level
Stress yacho I can’t handle
Boiz resabotage razobatikira rikadzurira cable
Usaty wajoiner circle tell us
What do you bring patable
What do you bring patable
We tryna avoid kulnder linker nevapfanha vadevil
Sometimes madhiri anofloper coz
Unenge uchifamba nevanhu vakazara mamhepo
(Tinokudaidza ishee
Dai mambopfuura nekunoku)

Dai mambopfuura nekunoku
Dai mambopfuura nekunoku
Mageez akuflexer pagram
Mageez akuflexer pa IG
Vachitishower ma wheels
Vachitishower ma 3 plates
Dai mambopfuura nekunoku
Dai mambopfuura nekunoku
Dai mambopfuura nekunoku
Dai mambopfuura nekunoku

Why muchinyara maprayers
Why uchinyara neprayer
Andisi type inopindira kelaz mid-week
But masunday ndotryer
Andis type inokwata malevels
Straight kunana makaya
Andisi type inokwata kusasa ndichikwata kunzi
Wangu washaya
I wanna skid matyre
I wanna skid matyre
I wanna own a car inodhuura zvekutoshaya mabuyer
Kusvika maMother akunditsoma
Please marry my daughter
Ukangozadza then awako
If you break you buy
I wanna make this money andidi kubaya dubai
Inini  ndakapedza fazh but andidi zve suit ne tie
Still i calculate and i don’t make i move
Until I know hausisina move
Now hausisina move

Watch Video


About Pfuurai Nekuno Pt 2

Album : Life of Muvhimi (Album)
Release Year : 2022
Added By : Farida
Published : Oct 04 , 2022

More VOLTZ JT Lyrics

VOLTZ JT
VOLTZ JT

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2023, We Tell Africa Group Sarl