SAINTFLOEW Silas Mavende cover image

Silas Mavende Lyrics

Silas Mavende Lyrics by SAINTFLOEW


Ndikati rigare mujomaa ah ahh
Ndinenge ndamwa tea tea tea
Ko zita ndonzi silas
Samanyanga sounds like
Samanyanga sounds like this
No wada dem

Ko zita zita ndonzi Silas mavende ndenge ndri ndega
Ndichikaka dende kana mangondionawo mongondisiya ndiende
Sorry zvemyu kungodhakwa chete ndaona
Zitsoka rake riri panze anga achitambira pachivanze
Amai mwana wenyu ndewe mastanze maybe kugona kuita aganze
Saka ndati rugare mujomaa
Rugare kwamuri mmh
Kozvamatodzoka
Ndauya pano ndikanoumba mhuri
Saka ndati rugare mujoma
Rugare kwamuri mmh hmm
Ko zvamatodzoka mauya pano ndikanoumba mhuri

Zita ndonzi silas silas silas mavende
Zita ndonzi silas silas silas mavende
Zita ndonzi silas mavende
Ndenge ndiri ndega ndichikaka dende
Kana mangondiona mongosiyiwo ndiende
Sorry zvenyu kungodhakwa chete
Saka rugare mujahman

Dzikai tinamate dhonzai tisangane pakati penhandare tiripo
Kuungana ndorudo kana machisunga
Ndiepi moto kana mavakumwa kombai choto
Ruma ripi kana ndada ndotsotso
Ndotsotso ndikati rugare mujoma
Saka ndati rugare mujomaa
Rugare kwamuri mmh hmm
Ko zvamamatodzoka ndauya pano ndikanoumba mhuri
Saka ndati rugare mujoma
Rugare kwamuri
Ko kozvamatodzoka mauya pano tikanoumba mhuri

Watch Video


About Silas Mavende

Album : Silas Mavende (Single)
Release Year : 2022
Added By : Farida
Published : Mar 02 , 2022

More SAINTFLOEW Lyrics

SAINTFLOEW

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2023, We Tell Africa Group Sarl