Nyambo Lyrics by R.PEELS


Makuzvigadza humambo makuzviita kunge imi ndimi Makaipa
Makutofamba patambo,makuita Suicide muchazozvidzipa
Muchisimbisana nyambo ,Jax ndipe chikubeat ndigare ndatipper
Hazvina basa ndiani atrenda number 1 ndini kuita kunge keeper
Musatange zvamusingazogone kupedza,maredza kusina kusina Mafish
Pataiita Zvekuimba Hiphop vamwe venyu maisuka madish
Tirimaghetto youths tovapindira pabase nemota yewish
Hatipindire mabeef Asi For Zimhiphop togadzira diss
Ichi hachisi che personary ,tirimadhara mavetenary
Ndinogona Kungoimba pariddim,ndovasiira mucemetary
Ndirimambo zvemashuwa madhiri ndinongomixer kunge Chemicary
Ndinogona kungogara pariddim ndovasiiyira mucemetary
Toita kepele close ,vanoimba Zimdancehall huyai close
Takupai My Direction ,Asi varasika vesevapinda muclose
Aya Masports,ndiriwefifa udza vapfanha vaise papause
Vanondiziva kwatinobva vanongoti ichii  chinopedza masports
Hatina basa nearikutrender ,Isu topisa mustreet
Hatina munhu watinokwata tinokubika semeat
Kana muchida huyai mese nekuti handisi Quitter
Ndirichimambo,chipharaoh chinobva kuegypita

Ehe Ndini Mambo ,Mukutofamba patambo
Mukusimbisana nyambo  
Ehe Ndini Mambo ,Mukutofamba patambo
Mukusimbisana nyambo  
Ehe Ndini Mambo


About Nyambo

Album : Nyambo (Single)
Release Year : 2021
Added By : Farida
Published : Jun 25 , 2021

More R.PEELS Lyrics

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2022, We Tell Africa Group Sarl