Bless U Lyrics by PROBEATZ

Ishe vandiblesser sendahetsura
I’m young but iyi ngoma yakwegura
Ndiribhachura ndoguta nekuchachura
Nditori nemagetsi kana phone ndokuchajira
I feel like zisong iri zisculpture ndiribhendura
Ndikushanda ndikusima ndikukura ndikusakura
Ngoma yavapinza munyatwa yavaparira
Mafloors nemutsara ndikuchooser ndikusarura
I’m turning my floors into sheets ndikuwarira
Ndikuvhura magonhi ese avaindivharira
Ndosvika pascene ndochinja masinh
Mabango efinhu vanoshaura bhinhi zigondora masinh
Narinhi narinhi ndafunga mazano ndotora matanho
Ekubvuta chigaro nemitsara yenharo
No looking for ratings checko where i will be checko who I’m
Checko yabee checko who I’m with checko my gram
I’m build for the game mayo necabbage
Musical savage lyrical rampage
I’m moving forward, I’m mega mind
I stick to my grind
I run till the finish on breakfast
I’m dying, I’m loosing my spirit

Ishe vandiblesser sendahetsura
I’m young but iyi ngoma yakwegura
Ndiribhachura ndoguta nekuchachura
Nditori nemagetsi kana phone ndokuchajira
Iyi mimhanzi kwayo hazvimbori zvemasanga
Hondo izere manzwi hazvimbori zvemapanga
Dai mhanzi iri mombe dzizere mangu matanga
Kupinda nekubuda ichi chipo haazi masanga
I leave em weak, i know em kunge xhivhayo
Ndovazungudzisa pfungwa ndodzisiya dzine mabayo
Leave your career sad kunge nyaya dzepachimoyo
I leave em broke vachirova sadza namauyu
Vakutaura nezvebeef rega tivaite mukuyu
Ndazonzwa vakutenda so much thanks mdara sulu
Ndiri mupfana nyamuziwa mudonhedza wemabhuru
Muiti wezvikurupedyo nematateguru
Tokonzera huruva neziya iota madhaga
Kapotsera majoker tobva tachinja mupaka
Vapfana vakabaka takazvarwa tichispaka
Tonakidzisa nzvimbo hambutsvaga zvekudhakwa
Tajuita kunge tisu takatanga samukoma wekwasando
Boys remukoko tagara tine chikoko
I do it on my own samarshakk ndiri munhu mumwe
I do it on my own samarshall ndiri munhu mumwe like

Ishe vandiblesser sendahetsura

Watch Video

About Bless U

Album : Bless U (Single)
Release Year : 2021
Added By : Farida
Published : Mar 12 , 2021

More PROBEATZ Lyrics

PROBEATZ
PROBEATZ
PROBEATZ

Comments ( 0 )

No Comment yet

See also



You May also Like



Get Afrika Lyrics Mobile App

About AfrikaLyrics 

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2021, New Africa Media Sarl