M.G HKH Kunyangwe Sai (Munhamo Tese)  cover image

Kunyangwe Sai (Munhamo Tese) Lyrics

Kunyangwe Sai (Munhamo Tese) Lyrics by M.G HKH


Hkh
Hatirare kuharare
It's MG
Mac shamma music Double G

Baby wakanka Type yakanaka
Rudo rwaunondipa salt negaka
Standwa sami nakatula dhaka
Mari yekuroora baby ndichatsvaka
Ndicharamba ndichikuda basa rinewani
Baby unondiitira vavengi ndovapikira
Rudo wangu newe bhandi nebhurungwa
Rege ndivaudze vese vadzwe-e

Kunyangwe sai - i Zviome sai - i
Munhamo tese-e Kunyangwe sai
Zviome sai-i Mukufa tese - e
Kunyangwe sai-i Zviome sai - i
Munhamo tese - e Kunyangwe sai - i
Zviome sai - i Mukufa tese - e

Baby unondipa chigayi Chechimodho kutaura
Moto Umwe wangu - u chakagarira aah
Zviome sai even Mukufa tese
Handife ndakusiya pasina
Mari cash vataure sai Tingori tese aah tese
Vachingo ukura ukura Tingori tese-e

Kunyangwe sai - i Zviome sai - i
Munhamo tese-e Kunyangwe sai
Zviome sai-i Mukufa tese - e
Kunyangwe sai-i Zviome sai - i
Munhamo tese - e Kunyangwe sai - i
Zviome sai - i Mukufa tese - e

Baby wakanka Type yakanaka
Rudo rwaunondipa salt negaka
Standwa sami nakatula dhaka
Mari yekuroora baby ndichatsvaka
Ndicharamba ndichikuda basa rinewani
Baby unondiitira vavengi ndovapikira
Rudo wangu newe bhandi nebhurungwa
ndivaudze vese vadzwe-e

Kunyangwe sai - i Zviome sai - i
Munhamo tese-e Kunyangwe sai
Zviome sai-i Mukufa tese - e
Kunyangwe sai-i Zviome sai - i
Munhamo tese - e Kunyangwe sai - i
Zviome sai - i Mukufa tese - e

Watch Video

About Kunyangwe Sai (Munhamo Tese)

Album : Kunyangwe Sai (Munhamo Tese) (Single)
Release Year : 2022
Added By : Prince
Published : Aug 06 , 2023

More M.G HKH Lyrics

M.G HKH
M.G HKH
M.G HKH

Comments ( 0 )

No Comment yet



About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2024, We Tell Africa Group Sarl