GARRY MAPANZURE Nherera cover image

Nherera Lyrics

Nherera Lyrics by GARRY MAPANZURE


Mwari zvandirirowo nherera
Ndamira semumiririri wavo
Ndangoti musadzise rusambo
Ndangoti mundidzvokorewo
Mutarise mamiriro eChimiro
Changuwo
Vanotiona here pasi
Vana Mommy nana Daddy KuDenga denga
Inga shoko renyu rakataura Rikati tendai tendai
Tikatungamidza kutenda SeNherera
Tinoridza mhere
Tochema
Nherera
Takavaviga pasi
Tikatarisa kudenga
Vana Mommy nana Daddy
Izvezvi Tava Nherera Dzinoridza mhere Dzochema
Nherera

Takutetena nhoko Dzemaronda
Mumarwadzo imomo Tinotenda
Nekuti
Ndozviripo
Samatenga
Ndozviripo
Samatenga
Takutetena nhoko Dzemaronda
Mumarwadzo imomo Tinotenda
Nekuti
Ndozviripo
Samatenga
Ndozviripo
Samatenga
SeNherera
Tinoridza mhere
Tochema
Nherera
Takavaviga pasi Tikatarisa kudenga
Vana Mommy nana Daddy Izvezvi Tava
Nherera Dzinoridza mhere Dzochema
Nherera
Ohhh ohhh ohhh

Lord Lord
Hear my cry oh
Hear my cry oh
If you walked on water And I’m crying a river one step on it
Nhamo dzangu dzopera Lord
Hear my cry oh
Hear my cry oh
If you walked on water And I’m crying a river one step on it
Nhamo dzangu dzopera Nherera
Tinoridza mhere Nherera Tinoridza mhere

Kelxfy

About Nherera

Album : Special Delivery (Album)
Release Year : 2022
Added By : Farida
Published : Feb 06 , 2022

More GARRY MAPANZURE Lyrics

GARRY MAPANZURE
GARRY MAPANZURE
GARRY MAPANZURE
GARRY MAPANZURE

Comments ( 0 )

No Comment yet


Kelxfy

About AfrikaLyrics

Afrika Lyrics is the most diverse collection of African song lyrics and translations. Afrika Lyrics provides music lyrics from over 30 African countries and lyrics translations from over 10 African Languages into English and French

Follow Afrika Lyrics

© 2022, We Tell Africa Group Sarl