Paroles de Ufambe Neni
Paroles de Ufambe Neni Par ZIZOE PAMYK
Utange Neni, Ufambe Neni
Bata ruoko rwangu Tiende
Utange Neni, Ufambe neni
Bata ruoko rwangu Tiende
Utange Neni, Ufambe neni
Bata ruoko rwangu Tiende
Ufambe neni, Utange Neni
Bata ruoko rwangu
Tinoda kudanana Zvinosumudza mukombe
Rudo Runopfumbuka Sepatugana mombe
Hatichazvitendera hatiputse hazvigone
Mberikwazvo zvichachiviwa
Chero beasingaone
Murudo babie chimbotandara neni
Pasina rudo handimiri Tosangana mberi
Ita zvinovafinhura Mudiwa chingozunza
Wavakuvadza nerudo ndanzwa vongovunza
Ndamboda kutsanangura
Ndashaya chandodudza
Rakajeka nyika neshangu vapinda mumagudza
Utange Neni, Ufambe Neni
Bata ruoko rwangu, Tiende
Utange Neni, Ufambe neni
Bata ruoko rwangu, Tiende
Utange Neni, Ufambe neni
Bata ruoko rwangu, Tiende
Ufambe neni, Utange Neni
Bata ruoko rwangu
Love is a beautiful thing yeha
Mwari rudo, chikuru rudo
Tazvipa mvumo
Ndiani anoti nyoo, yeahh
Zvawapiwa naMwari iwe tambira
Usagaye kuti pane anozvirambidza
Sarah akapiwa mwana Achembera ka
Kuita kwaMwari
Hauzombosari wega
Kwete Iwe
Hauzombosari wega
Kwete Baby
Ndichange ndinewe
Pako hapapinde mumwe
Bata Ruoko rwangu
Tiende
Utange Neni, Ufambe Neni
Bata ruoko rwangu, Tiende
Utange Neni, Ufambe neni
Bata ruoko rwangu, Tiende
Utange Neni, Ufambe neni
Bata ruoko rwangu, Tiende
Ufambe neni, Utange Neni
Bata ruoko rwangu
Ecouter
A Propos de "Ufambe Neni"
Plus de Lyrics de ZIZOE PAMYK
Commentaires ( 0 )
Aucun commentaire pour l'instant
Vous aimeriez sûrement
Essayez l'application Mobile
A propos de AfrikaLyrics
Suivre Afrika Lyrics
© 2024, We Tell Africa Group Sarl