Paroles de Mudhudhudhu
Paroles de Mudhudhudhu Par QOUNFUZED
Kubvirisa mushini
Kwire dzike, dzike kwire
Ramba uchi bhambisa usamire
Tarisa uko usandikarire
Paa paa paa paa
Ra kuti arire
Moneredza zunza, Moneredza zunza
Moneredza zunza, Moneredza zunza
Moneredza zunza, Moneredza zunza
Moneredza zunza
Kotama seuri padhudhu bike
Wakaputika fanika dynamite
Ukangobata pasi chete ndoisa like
Bhenda bhenda kunge sign yenike
Ndichikuchovha semudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mona wakandigarira, kusvikira yamira song
Kurira kurira kurira
Mafia rakatarira rikurota rakavharira riri vrong
Riri kuzvifurira
Regedzera mabhaudhi, sunungura mavalve
Nyama yawakadengezera muma trouse umu ndoda kudyawo mahalf
Nehudhebwe dhebwe pesu pesu
Dhomotsa vanhu vakaita pesu
Baby zvauri kuita besu
Hazvitwe nemunhu anotya Jesu
Moneredza zunza, Moneredza zunza
Moneredza zunza, Moneredza zunza
Moneredza zunza, Moneredza zunza
Moneredza zunza
Kotama seuri padhudhu bike
Wakaputika fanika dynamite
Ukangobata pasi chete ndoisa like
Bhenda bhenda kunge sign yenike
Ndichikuchovha semudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Ndiwe watiza nechikokoko
Uchionererwa kunge mai koko
Unodiwa nembinga kunge shampopo
Uchandisirwa mubobobo
Hona kachizukuru, zunza mupunduru
Wakarara pasi fanike chigunduru
Kurunga mupunduru, kurungu mupunduru
Fanike chipunhu mupoto yeukuzhlungu
Let the games begin, position
Yekubvirisa mushini
Ari mushort ari mujean
Ari mulegging chero mumimi
Bhendesa musana
Bhendesa musana
Bhendesa musana
Bhendesa
Kotama seuri padhudhu bike
Wakaputika fanika dynamite
Ukangobata pasi chete ndoisa like
Bhenda bhenda kunge sign yenike
Ndichikuchovha semudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Kwire dzike, dzike kwire
Kwire dzike, dzike kwire
Kwire dzike, dzike kwire
Kwire dzike, dzike kwire
Moneredza zunza, Moneredza zunza
Moneredza zunza, Moneredza zunza
Moneredza zunza, Moneredza zunza
Moneredza zunza
Kotama seuri padhudhu bike
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Kotama seuri padhudhu bike
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Kotama seuri padhudhu bike
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Kotama seuri padhudhu bike
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Kotama seuri padhudhu bike
Wakaputika fanika dynamite
Ukangobata pasi chete ndoisa like
Bhenda bhenda kunge sign yenike
Ndichikuchovha semudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Mudhudhudhu
Vroom vroom vroom vroom vroom vroom
Lenny matterhorn vaudze kuti havangatigone
Fyah dj captain pliez
Ngoma harisi rebias
Di don
Bhendesa musana, bhendesa musana
Ndururani
Havoc ichichi chauya neshock
Ecouter
A Propos de "Mudhudhudhu"
Plus de Lyrics de QOUNFUZED
Commentaires ( 0 )
Aucun commentaire pour l'instant
Vous aimeriez sûrement
Essayez l'application Mobile
A propos de AfrikaLyrics
Suivre Afrika Lyrics
© 2024, We Tell Africa Group Sarl