Paroles de Tora Hombe
Paroles de Tora Hombe Par POPTAIN
Yardbwoy
Herman kanikoi
Yardbwoy
Akarova munamato wegore achipisana na devil
Zvanga zvamutanangira nguva yaakatarisana ne level
Mamalade, mamalade
Hupenyu hwangu hwane mamalade
Mamalade, mamalade
Hupenyu hwangu hwane mamalade
Team hombe, team hombe
Isingawanikwe kwadevil
Team hombe, team hombe
isinfashandiswe kwadevil
Team hombe, team hombe
Isingadisse ma level
Spitso, mamike, popo, imheni
Team yokosa yeah
Team yokosa yeah
Team yokosa usatambe neteam yokosa yeah
Team yokosa yeah
Team yokosa yeah
Team yokosa usatambe neteam yokosa yeah
Ndabatirwa zvikari, kutsva muhana senge pani
Kupindirwa mubani, asi ndakudya nesukari
Hona zvimoko hobho
Hona motokari hobho
Hona dzimba hobho
Asi mamero hobho
Ndakuterera chibaba shakur tupac nabob marley
Hapana musiyano pakati nafela kuti pepe kale
Aiwa my GOD is able
Balance the bass and treble
Vanozodzura cable
Dj chiturner table
Team yokosa yeah
Team yokosa yeah
Team yokosa usatambe neteam yokosa yeah
Team yokosa yeah
Team yokosa yeah
Team yokosa usatambe neteam yokosa yeah
Aahhh tina mwari, tasvika ziva paita win
Aahhh atingoti ziii, isu tine moto holly ghost fire
Corner zunguka tuko higher
Bolinga bolingate tozalikoloo oooh
Team hombe, team hombe
Isingawanikwe kwadevil
Team hombe, team hombe
isinfashandiswe kwadevil
Team hombe, team hombe
Isingadisse ma level
Spitso, mamike, popo, spirit
Team yokosa yeah
Team yokosa yeah
Team yokosa usatambe neteam yokosa yeah
Team yokosa yeah
Team yokosa yeah
Team yokosa usatambe neteam yokosa yeah
Dance kuvhunduka, kuvhunduka
Dance kuvhunduka, kuvhunduka
Cheza kama unashituka, shituka
Cheza kama unashituka, shituka
Hona kuvhunduka, kuvhunduka
Dance kuvhunduka, kuvhunduka
Cheza kama munashituka, shituka
Oh munashituka, shituka
Hona zvimoko hobho
Hona motokari hobho
Hona dzimba hobho
Asi mamero hobho
Mama iih, mama iih, buzhee, buzhee
Mama iih, mama iih, buzhee, buzhee
Dance kuvhunduka, kuvhunduka
Dance kuvhunduka, kuvhunduka
Cheza kama munashituka, shituka
Cheza kama munashituka, shituka
Kuvhunduka, vhunduka
Dance kuvhunduka, vhunduka
Cheza kama munashituka, shituka
Oh munashituka, shituka
Team yokosa yeah
Team yokosa yeah
Team yokosa usatambe neteam yokosa yeah
Team yokosa yeah
Team yokosa yeah
Team yokosa usatambe neteam yokosa yeah
Ecouter
A Propos de "Tora Hombe"
Plus de Lyrics de POPTAIN
Commentaires ( 0 )
Aucun commentaire pour l'instant
Vous aimeriez sûrement
Essayez l'application Mobile
A propos de AfrikaLyrics
Suivre Afrika Lyrics
© 2024, We Tell Africa Group Sarl